Lyrics

Iwe mukuru mukuru mukuru mukuru Mukuru wangu Nhai mukuru mukuruwe Hona nderewe honde Hini nderewe hewe honde Iwe mukuru (honde) Mukuru (hwanyamakaka) Mukuru mukuru (honde) Mukuru wangu (hwanyamakaka) Nhai mukuru (honde) Mukuruwe (hwanyamakaka) Iwe mukuru (honde) zvamunoona Mukuru uyu (hwanyamakaka) Hona nderewe iya honde (honde) Honde (hwanyamakaka) Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Iwe mukuru (honde) Mukuruwe (hwanyamakaka) Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Iwe mukuru (honde) Mukuru (hwanyamakaka) Mukuru mukuru (honde) Mukuruwe (hwanyamakaka) Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Honde hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Honde hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Iwe mukuru (honde) Mukuru (hwanyamakaka) Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Iwe mukuru (honde) Mukuru wangu (hwanyamakaka) Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Hwanyamakaka Hwanyamakaka Hwanyamakaka Hwanyamakaka Hwanyamakaka Iwe mukuru Iwe mukuru (honde) Mukuru (hwanyamakaka) Mukuru mukuru (honde) Mukuru wangu (hwanyamakaka) Nhai mukuru (honde) Mukuruwe (hwanyamakaka) Uyu mukuru (honde) zvamunoona Mukuru wangu (hwanyamakaka) Homa nderewe (honde) Honde (hwanyamakaka) Hini nderewe (honde) Honde (hwanyamakaka) Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Iwe mukuru (honde) Mukuru (hwanyamakaka) Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Iwe mukuru (honde) Mukuru (hwanyamakaka) Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Hwanyamakaka Hazvidi hasha rerutsai moyo Hazvina rukudzo Kutidyira gaka ndokunei Hazvidi hasha Iwe mukuru (honde) Mukuru (hwanyamakaka) Mukuru mukuru (honde) Mukuruwe (hwanyamakaka)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramPath