Lyrics

Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka munin'ina Ndagarwa nhaka ini Nemoyo chena Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka munin'ina Ndagarwa nhaka ini Nemoyo chena Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka munin'ina Ndagarwa nhaka ini Nemoyo chena Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka munin'ina Ndagarwa nhaka ini Nemoyo chena Ndawana wekuchemera mambo Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira mambo Nekuyemera Ndawana wekuchemera mambo Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira mambo Nekuyemera Ndawana wekuchemera mambo Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira mambo Nekuyemera Ndawana wekuchemera mambo Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira mambo Nekuyemera Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka munin'ina Ndagarwa nhaka ini Nemoyo chena Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka munin'ina Ndagarwa nhaka ini Nemoyo chena Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka munin'ina Ndagarwa nhaka ini Nemoyo chena Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka munin'ina Ndagarwa nhaka ini Nemoyo chena Ndawana wekuchemera mambo Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira mambo Nekuyemera Ndawana wekuchemera mambo Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira mambo Nekuyemera Ndawana wekuchemera mambo Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira mambo Nekuyemera Ndawana wekuchemera mambo Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira mambo Nekuyemera Ndawana wekuchemera Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira Nekuyemera
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out