album cover
album cover
Maths wurde am 1. Januar 2008 von Universal Music (Pty) Ltd. als Teil des Albums Muridzi Wenyaya veröffentlicht
1. Januar 2008
LabelUniversal Music (Pty) Ltd.
SpracheEnglish
BPM127
Melodizität
Akustizität
Valence
Tanzbarkeit
Energie

Songtexte

Zvawawana imba mwanangu tafara kwazvo, (maths dzako chete mukuronga)

Zvawawana basa mwanangu chishanda iwe, (maths dzako chete mukuronga)

Ukatamba maths ikabuda iyi unorarama, (maths dzako chete mukuronga)
Ukatamba maths ikabuda iyi unorarama, (maths dzako chete mukuronga, inga wani)
Vamwe vakatamba maths yaDhewa wani, (chiona zvinorarama)

Mumwe ndokubata maths yaDhewa wacho, (chiona zvinochema chema iye)
Mumwe ndokubata maths yaDhewa wacho, (chiona zvinochema chema zuva nezuva)

Windi ane maths dzake, (dzekurarama), windi ane maths dzake, (dzekurarama), koronyera rine maths dzaro, (dzekurarama), Koronyera rine maths dzaro, (dzekurarama), gweja rine maths dzaro, (dzekurarama)
Iwe tamba maths dzako, (kuti urarame), iwe tamba maths dzako, (kuti urarame), Dhewa vane maths dzaro, (dzekurarama, heeeeee), Dhewa vane maths dzavo, (dzekurarama)
Hehehee

Heheheee
Iwe usandimirira mirira semweya wetsvina chinin'ina shoko harivhikwi, ngwara iwe

Iwe usandzivaira semweya wetsvina chinin'ina shoko harivhikwi, ngwara iwe

Written by: Tongai Moyo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...