Lirik
Ndinoshuwira hama dzangu dzakafa
Dai dziripano dzichindiona nhasi
Mount Zion Music, Watch Dem
Yo Khule Pepukai (we love you)
Siberio (yeah), Tete Precious
Navo Chief Chiyangwa (Mai Isabel), hear me now
Ndafadza ma-sister (ma-sister, ma-sister)
Ndafadza munhu wese mazviita
Doro tadira pasi, tafadza varipasi, tafadza kana ma ancestors, yeah!
Waya waya, ma-fans angu ese andikandira ma waya waya
Mawaya waya, pandinoimba ngoma mese musawaya waya
Musawaya waya, ma-fans angu andikandira mawaya waya
Mawaya waya, ehe
Ndaiti ndiani angandide, ndiani angandide?
Nhasi zvaitika zvega, ini handimborega
Muchasarira mega, tapinda Jamaica, hmm
Ndiani angandide, ndaiti ndiani angandide?
Pandaisadharara, vamwe vachifara
Ndainzi ndasara, unoda zvemahara, hmm
Waya waya, ma-fans angu ese andikandira ma waya waya
Mawaya waya, pandinoimba ngoma mese musawaya waya
Musawaya waya, ma-fans angu andikandira mawaya waya
Mawaya waya, ehe
Kuhama dzangu dzakafa, dai vari pano vachindiona
Havana foni dai nhasi ndafona, ndichivaratidza kwangu kugona
Kunzi Dancehall Father, di gal dem lover
Mi mush up dancehall kusvika Mwari vada
Zigi zigi zagaa, makazara maguns
Ndichiita twunhu twangu ndichiradzika matsaga, umaga
Ndafadza ma-sister, ndafadza munhu wese mazviita
Doro tadira pasi tafadza varipasi tafadza kana ma-ancestors, yeah!
Waya waya, ma-fans angu ese andikandira ma waya waya
Mawaya waya, pandinoimba ngoma mese musawaya waya
Musawaya waya, mafans angu andikandira mawaya waya
Mawaya waya, ehe
Ndaiti ndiani angandide, ndiani angandide?
Nhasi zvaitika zvega, ini handimborega
Muchasarira mega, tapinda Jamaica (hmm)
Ndiani angandide, ndaiti ndiani angandide?
Pandai sadharara, vamwe vachifara
Ndainzi ndasara, unoda zvemahara (hmm)
Watch dem! Hear me now
Ma-fans angu ese andikandira ma waya waya
Mawaya waya, pandinoimba ngoma mese musawaya waya
Musawaya waya, mafans angu andikandira mawaya waya
Ehe (hear me now)
Watch dem! Waya waya
Ma-fans angu ese andikandira ma waya waya
Mawaya waya, pandinoimba ngoma mese musawaya waya
Musawaya waya, ma-fans angu andikandira mawaya waya
Mawaya waya, ehe
Written by: Shinsoman