album cover

Ndingazodei

141World2018
album cover
Ndingazodei è stato pubblicato il 9 novembre 2018 da Jungle South come parte dell'album Uchandifunga
Data di uscita9 novembre 2018
EtichettaJungle South
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Video musicale

Video musicale

Testi

I send roses with murder
We're taking over Africa (it's, it's Tyfah, baby)
Ndingazodei kana ndinewe?
When I'm with you
I don't need no other
Ti-, ti-, ti-, tingazodei kana ndinewe
When I'm with you
I don't need no other
I'ma take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro vaitozonditakura
I'ma take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro vaitozonditakura, oh-yeah
I've got a few words to say
I'm regretting
No need to be hating, yeah
Ichi chinhu chitsva pandiri
Ndogona kuchinja dhiri
Hamukete zvandiri
Ndini ndine yese skiri
Ndashaya chainditadzisa before
Kuti ndione moyo wakanaka wako
LV ne Gucci, munodei?
Mami watchu want you must say
No matter what they say
Ndingazodei (ndingazodei) kana ndinewe?
When I'm with you
I don't need no other (need no other)
Ndingazodei kana ndinewe (when I'm with you)
Whenever I'm with you
I don't need no other
(I'ma take you to my mother) I'ma take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro vaitozonditakura
I'ma take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro vaitozonditakura
Now everything I do
Totanga tambofunga
Dai aripo akandirera
Aifara here akandirera, woah
And that's the reality
And the formality to you, hey
Baby, hupenyu hunofaya ndinewe
I'ma never let nobody come my way
Baby, hupenyu hunofaya ndinewe
I'ma never let nobody come my way
Ndingazodei kana ndinewe?
When I'm with you
I don't need no other
Ndingazodei (ndingazodei) kana ndinewe?
When I'm with you
I don't need no other
(I'ma take you to my mother) I'ma take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro vaitozonditakura
I'ma take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro vaitozonditakura (vaitozonditakura)
Baby, hupenyu hunofaya ndinewe
I'ma never let nobody come my way
Now everything I do
Ndotanga ndambofunga
Dai aripo akandirera
Aifara here akandirera, woah
And that's the reality
And the formality to you
Baby, hupenyu hunofaya ndinewe
Hamukete zvandiri, ndini ndine yese skiri
(It's Tyfah baby)
(Nox on the quality)
Written by: Nox

Footer Shazam

Seleziona lingua:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

Seguici

Loading...