album cover
Zuva (feat. Oliver “Tuku” Mtukudzi, Busi Mhlongo & Chiwoniso Maraire)
album cover
Zuva (feat. Oliver “Tuku” Mtukudzi, Busi Mhlongo & Chiwoniso Maraire) è stato pubblicato il 6 febbraio 2015 da Sheer Sound come parte dell'album Greatest Moments Of
6 febbraio 2015
EtichettaSheer Sound
BPM120
Melodicità
Acousticità
Valence
Ballabilità
Energia

Video musicale

Video musicale

Testi

Usakanganwe zuva remangwana
Usakanganwe zuva remangwana
Usakanganwe zuva riye remangwana
Usakanganwe zuva riye remangwana
Wazvivhiringidza iwe wega zvako
Watenga kanyama wabva wadya wega
Watenga tudoro wabva wanwa wega
Wakanganwa vamwe, mangwana uchaita sei?
Usakanganwe zuva remangwana
Zuva remangwana
Usakanganwe zuva riye remangwana
Nhasi watuka mbuya mangwana ndisekuru
Wakanganwa vamwe, wabva wadya wega
Wazvivhiringidzira, mangwana uchaita sei?
Usakanganwe zuva riye remangwana
Hoo usarikanganwewo zuva remangwana
Usakanganwe zuva riye remangwana
Wazvivhiringidza iwe wega zvako
Watenga kanyama wabva wadya wega
Kutenga tudoro wabva wanwa wega
Wakanganwa vamwe, mangwana uchaita sei?
Usakanganwe zuva remangwana
Kungonyura kwaro ramangwana rine zvaro
Usakanganwe zuva riye remangwana
Udlalaleni ngothando indlengu kangaka?
Usakanganwe zuva remangwana
Iro zuva remangwana zuva remangwana iro
Usakanganwe zuva riye remangwana
Kukanganwa chezuro nehope
Usakanganwe zuva remangwana
Utshela abantu khulo muntu ngiyatsiya tsiya
Usakanganwe zuva remangwana
Raunoenda irima nyatsa kwawabva iwe
Usakanganwe zuva remangwana
Ucharikungura ranhasi ucharikungura
Usakanganwe zuva remangwana
Uyomkhumbula uzisale wedwa
Usakanganwe zuva riye remangwana
Zuva remangwana richauya zuva remangwana
Usakanganwe zuva riye remangwana
Ukarikanganwa wakanganisawo
Usakanganwe zuva remangwana
Kungonyura kwaro ramangwana rine zvaro
Usakanganwe zuva riye remangwana
Written by: Busi Mhlongo, Chiwoniso Maraire, J. Indi, Louis Mhlanga, Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...