album cover
Jesu Ndiye Mambo
album cover
Jesu Ndiye Mambo은(는) {albumName} 앨범에 수록된 곡으로 2016년 1월 15일일에 Metro Studios에서 발매되었습니다.Holy Psalms Vol 1 Ndi Jesu
Released2016년 1월 15일
라벨Metro Studios
BPM
멜로디에 강한 음악
어쿠스틱 악기 중심
발랑스
춤추기 좋은 음악
에너지

가사

Hameni tinomuziva Ishe muponesi
Uyo wakatora ini newe hama yangu
Kwete nekuvawo vatsvene asi takaponeswa
Asi takaponeswa namavanga ake muponesi, ah
Ishoko razvokwadi rakafanira kutendwa kwazvo
Akaburuka achibva kudenga denga
Kuzoponesa vatadzi panyika
Iwe neni tirisu vakuru vavo
Kuti tive chiratidzo kuna vaya vachamutenda
Zvinovaisa kuupenyu husingaperi
Iye Mambo Ishe asingaperi
Asingaonekwi Jehovah asingafi
Vanogogodza, vanogogodza vachazarurirwa
Vanogogodza, vanogogodza vachazarurirwa
Avo vanotenda muzita rake vachaponeswa
Avo vanotenda muzita rake vachaponeswa
Jesu ndiye Mambo, Alpha na-Omega
Jesu ndiye Mambo, Alpha na-Omega
Saka tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Isu tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Iko kutenda kwako, kutenda kuchakuponesa
Iko kutenda kwako, kutenda kuchakuraramisa
Iko kutenda kwako, kutenda kuchakuponesa
Iko kutenda kwako, kutenda kuchakuraramisa
Vanogogodza, vanogogodza vachazarurirwa chete
Vanogogodza, vanogogodza vachazarurirwa
Avo vanotenda kuzita rake vachaponeswa
Avo vanotenda kuzita rake vachaponeswa
Jesu ndiye Mambo, Alpha na-Omega
Jesu ndiye Mambo, Alpha na-Omega
Saka tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Isu tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Ndinovonga iye Kristu Jesu
Ishe wedu akandipe simba
Nokuti akati ndakatendeka
Akandiisa ndini pabasa rino
Akandiisa neni paivhangeri
Ndinovonga iye Kristu Jesu
Ishe wedu wakandipe simba
Nokuti akati ndakatendeka
Makandiisa ndini pabasa rino, uh
Akandiisa neni paivhangeri
Jesu ndiye Mambo, Alpha na-Omega
Jesu ndiye Mambo, Alpha na-Omega
Saka tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Isu tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Jesu ndiye Mambo, Alpha na-Omega
Jesu ndiye Mambo, Alpha na-Omega
Saka tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Isu tinomuziva Ishe, Jeso muponesi
Written by: Blessing Shumba
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...