album cover
Bye Bye
album cover
Bye Bye은(는) {albumName} 앨범에 수록된 곡으로 2026년 9월 6일일에 Bagga Music에서 발매되었습니다.Gorejena
앨범Gorejena
2026년 9월 6일
라벨Bagga Music
BPM80
멜로디에 강한 음악
어쿠스틱 악기 중심
발랑스
춤추기 좋은 음악
에너지

뮤직 비디오

뮤직 비디오

가사

Kune vakaenda vasina kuti bye bye,
Kune vakaenda vachitsvaga mari,
Handisi mutsvene, ndinotadza sometimes,
But more time ndiri kutsvaga Mwari.
Ndomunamata, ndomunamata,
Kusvikira narinhi,
Ndomunamata, ndomunamata,
Kusvikira narinhi.
Hakuna hands up, wanongedzerwa museve,
Kusaizer mudzimu wako, kufongorera museve.
Ukangobhaiza pagraft yako, chekudya hauseve,
Chenjerera mhandu dzako, riritira grind rako.
Vanhu vanomaka-maka, vachiumba daka,
Pasina kana dhaka, vachida kukuisa pasi.
Ini ndinoramba ndakamira, handisi kudzokera shure,
Kune vese vanondivenga, ndongoti bye bye,
Ndongoti bye bye.
Kune vakaenda vasina kuti bye bye,
Kune vakaenda vachitsvaga mari,
Handisi mutsvene, ndinotadza sometimes,
But more time ndiri kutsvaga Mwari.
Ndomunamata, ndomunamata,
Kusvikira narinhi,
Ndomunamata, ndomunamata,
Kusvikira narinhi, eeeeh.
Kuno murikowo, but kwenyu munotirova,
Akakubvisa chironda ndiye anokutova.
Ngoma mubonzo, chero mati ndarova, ndarora,
Ndakadzidza kuramba ndakasimba pandinorohwa.
Vanoda kubhaiza chete, vanoda kusaizer chete,
Vanoda kuti ndiregere, vaida kundiroya, zvakaramba.
Vaida kunditaimira, ndadhakwa, manje zvakaramba,
Zvamaida zvakaramba, zvese zvamaida zvakaramba.
Vanoda kubhaiza chete,
Vanoda kusaizer chete,
Tarisa ari mumirror,
Muvengi mukuru anogona kunge ari imomo.
Kune vakaenda vasina kuti bye bye,
Kune vakaenda vachitsvaga mari,
Handisi mutsvene, ndinotadza sometimes,
But more time ndiri kutsvaga Mwari.
Ndomunamata, ndomunamata,
Kusvikira narinhi,
Ndomunamata, ndomunamata,
Kusvikira narinhi.
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...