album cover
One Munhu
6,822
World
One Munhu was released on August 22, 2019 by Jacaranda Media Group as a part of the album Gango
album cover
AlbumGango
Release DateAugust 22, 2019
LabelJacaranda Media Group
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM56

Lyrics

Yeah
Anokuti tichaparadzana tafa
Ndachema zvangu, One Munhu
HK, Simplex Music
Take take mese saBanda negafa
Definitely
Murudo munoda one munhu waunodada naye
Anokuti tichaparadzana tafa
Wausingagone naye
Anoita uve munhu kwaye
One munhu waunodada naye
Take take mese SaBanda negafa
Wausingagone naye
Love ichipisa kunge Dubai (saka dzvanya L-I-K-E)
Kana une anokuda anokuti D-A-D-Y
Ndikoko, usamusiye mese mu L-I-F-E
Mubate bho, mubate bho
Mupe L-O-V-E
Murambe muri mese kudzamara ku E-N-D
Ukamuti queen iye anokuti K-I-N-G
Chimupa mhiko
Mupfekedze R-I-N-G
Chekumirira hapana, hapana T-I-M-E
Saka F-A-S-T
Murudo munoda one munhu waunodada naye
Anokuti tichaparadzana tafa
Wausingagone naye
Anoita uve munhu kwaye
One munhu waunodada naye
Take take mese saBanda negafa
Wausingagone naye
Love ichipisa kunge Dubai
Saka dananai
Dananai dananai dananai
Wako mubate sezai
Zvamunoda kuti zviitwe itai
Mudziva rerudo pindai
Zvichikadai sasanai kusvika pacho pamuchati
Tava baba namai
Musvitsa tsvene pindai
Vane godo wachisai
Hapashaike vaimbokusaizai
Zvino vese voti bwai
Zvatsvukira vehama uyai uyai
Love yamachuwa se wine
One munhu waunoti until I die ndichange ndiripo paside
Rufu ndirwo chete ruchaita nditi goodbye
Ndosaka ndati murudo munoda one munhu waunodada naye
Anokuti tichaparadzana tafa
Wausingagone naye
Anoita uve munhu kwaye
One munhu waunodada naye
Take take mese sabanda negafa
Wausingagone naye
Love ichipisa kunge Dubai (saka dzvanya L-I-K-E)
Kana une anokuda anokuti D-A-D-Y
Ndikoko, usamusiye mese muL-I-F-E
Mubate bho, mubate bho
Mupe L-O-V-E
Murambe muri mese kudzamara ku E-N-D
Ukamuti queen iye anokuti K-I-N-G
Chimupa mhiko
Mupfekedze R-I-N-G
Chekumirira hapana, hapana T-I-M-E
Saka F-A-S-T
Murudo munoda one munhu waunodada naye
Anokuti tichaparadzana tafa
Wausingagone naye
Anoita uve munhu kwaye
One munhu waunodada naye
Take take mese SaBanda negafa
Wausingagone naye
Love ichipisa kunge Dubai
(Anokuti tichaparadzana tafa)
(Take take mese saBanda negafa)
Simplex Music
Written by: Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...