album cover
Binwell
596
World
Binwell was released on February 10, 2022 by Diamond Studios as a part of the album Gudo Muriwo
album cover
Release DateFebruary 10, 2022
LabelDiamond Studios
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM127

Music Video

Music Video

Lyrics

Kumwe kushainirana kunokonzerwa nekusaziva
Nhingi achazoveiko mugore ramangwana
Kumwe kushainirana kunokonzerwa nekusaziva
Nhingi achazoveiko mugore ramangwana
Hupenyu hunosanduka semamiriro ekunze
Usaone kune makore mangwana richabuda zuva
Usaruze gomborero nekunyima hama zvekudya
Zvawawiga bhisvo mubanana pocket takuona
Usapfachurire vamwe madhaka nemota
Mukoma Binwel hupenyu imhindupindu
Usaridze-ridze bhero remota vanhu vakarara
Kuita senge munhu akapihwa license pamuchato
Usaridze-ridze bhero remota vanhu vakarara
Kuita senge munhu akapihwa license pamuchato
Mari muyenzi hama ndikuudzeiwo
Nhasi iri kwenyu mangwana ichava kwanguwo
Dai Mwari vaida kuratidza vanhu zviri mberi
Taitanga kupfugamirana pasina chati chavapo
Slug yave Snooker, hapana chisingapere
Slug yave Snooker, hapana chisingapere
Dzambarafuta rava igo, hapana chisingapere
Dzambarafuta rava igo, hapana chisingapere
Chaiti chururu chakapwa, hapana chisingapere
Chaiti chururu chakapwa, hapana chisingapere
Tisamboshainirana, hapana chisingapere
Tisamboshainirana, hapana chisingapere
Tisamboshainirana, hapana chisingapere
Aiva madziva ave mazambuko, isu anaMhofu tave kuyambukawo
Aiva madziva ave mazambuko, isu anaMhofu tave kuyambukawo
Aiva madziva ave mazambuko, isu anaMhofu tave kuyambukawo
Kana iri mota yaunovimba nayo, paiyatsva uchandirangarira
Kana iri mari yaunovimba nayo, paichapera uchandirangarira
Game rachinja shiri yabvuta rekeni
Vairukwa mabhanzi vave kurukwawo carpet
Game rachinja shiri yabvuta rekeni
Vairukwa mabhanzi vave kurukwawo carpet
Game rachinja shiri yabvuta rekeni
Vaishandisa vamwe vave kushandiswawo
Game rachinja shiri yabvuta rekeni
Vairukwa maweave vave kurohwa pemu dombo
Tisamboshainirana, hapana chisingapere
Tisamboshainirana, hapana chisingapere
Muninipisi ndiye musimudzwi, hapana chisingapere
Muninipisi ndiye musimudzwi, hapana chisingapere
Tisamboshainirana mangwana ndini ndichakuyambutsa
Written by: Mark Ngwazi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...