album cover
Zvenharo
5,617
Hip-Hop/Rap
Zvenharo was released on October 13, 2023 by © 2023 Roman Rap Studios, Nation Media Group as a part of the album From Shebeenia, With Love
album cover
Release DateOctober 13, 2023
Label© 2023 Roman Rap Studios, Nation Media Group
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM93

Music Video

Music Video

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Tatenda Keith Maguta
Tatenda Keith Maguta
Songwriter
Munyaradzi Winston Dzwekesu
Munyaradzi Winston Dzwekesu
Songwriter
Tatenda Todd Mapingire
Tatenda Todd Mapingire
Songwriter

Lyrics

Aay
Prrrrrrrr Usadaro
Uh
If you can't sustain zvinhu zvingori mubrain mangu ndisiye ndakadaro
Vanhu wishing me pain at the end of day vese varikudawo
Wasn't given no way, wasn't given no say ndakapinda zvenharo
Iwe sha ndakapinda zvekudaro
Iwe sha ndakapinda zvenharo
Zvenharo
Zvenharo (zvazvenharo wangu)
Zvenharo (ndakapinda zvekudaro, zvekudaro zvenharo)
Hey lil mama touch my soul
Why uchida ndifeeler so
Why uchida zvenharo so
In that case don't curse my soul
You my high when feeling low
Melanin, that skin can glow
Make still water start to flow
I want less from you that's more
Takashaya access ndina Major takazoona ngatipinde zvenharo
I told **** kuti team haidyiwe tikadyiwa tiri hard to swallow
Mukasananganiisa ndokuroverai ndandi mazidanda ndiri arrow
I'm a little untamed, ndiri Django unchained this race rine nharo
Ndikapinda padoor wakararira floor ndokutsika zidzoro
Makararira flow, makanyepera glow musoro unenge (iih)
Hanzi gimmie some more, good spirit and all undibvise mutoro
I said white like chalk (coke) here or sowe rine
mbiri reMutoko (hiii)
If you can't sustain zvinhu zvingori mubrain mangu ndisiye ndakadaro
Vanhu wishing me pain at the end of day vese varikudawo
Wasn't given no way, wasn't given no say ndakapinda zvenharo
Iwe sha ndakapinda zvekudaro (Inzwaka)
Iwe sha ndakapinda zvenharo
Don't know where you stand, I can go the distance don't care if you follow
Chero mukaita sei haakwirike anenge kilimanjalo
Vakunditi Sensei, vakunditi Captain, vakunditi Jack Sparrow
Sha tofamba takawanda but road yesuccess yacho iri narrow
Ukandiona next time, ziva it's your best time
Cause iwewe last time wakanditi next time
Wokoshesa facetime kudarika cash time
Chero ndiri pafront handisiye back line
It's gonna take time if it's really worth time
Takumbira peace tikakumbira masign (peace sign)
My food won't breakdown chero uri enzyme
Zvenharo
Hey lil mama touch my soul
Why uchida ndifeeler so (usadaro)
Why uchida zvenharo so
In that case don't curse my soul (hazvinzwaro)
You my high when feeling low
Melanin, that skin can glow (zvenharo)
Make still water start to flow
I want less from you that's more (hiiii)
Written by: Munyaradzi Winston Dzwekesu, Tatenda Keith Maguta, Tatenda Todd Mapingire
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...