Lyrics
vanhuwe ityai Mwari
nekuti zvaari
ndizvo zvaari
i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry
nyangwe ndichiziva handina mari
i will never worry
i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry
nyangwe ndichiziva handina mari
i will never worry
ndichautora pacalvary
ndopandicharova recovery
asi ityai mwari
ende muchaona pane boundary
kuti apa panogara marosary
saka ityai Mwari
tendai Mwari nekuti
muchanosvika pachikwangwari
masvika pane chikwangwari
Jehovah mundibereke kumusana itai mundiise muchari
pachikwangwari
masvika pane chikwangwari
Jehovah mundibereke kumusana
itai mundiise muchari
i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry
nyangwe ndichiziva handina mari
i will never worry
i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry
nyangwe ndichiziva handina mari
i will never worry
Muchinge masvika pachikwangwari
masvika pane chimwe so chikwangwari
muvaudze kuti isusu tatoneta nekutambura
we are tired of the sufferings
bcoz taitodawo maofferings
maofferings bear shellings
money shellings
kurarama life yekuti tinenge tichiti tazopocketer masheillings
kuti tikwanise kuzoitisawo yedu mafeelings
nekuti hativhiringe mafeelings
i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry
nyangwe ndichiziva handina mari
i will never worry
i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry
nyangwe ndichiziva handina mari
i will never worry
kana takutaura zvekucalvary
tinenge takuti ityai Mwari
tinenge takutotaura kuti apa takutonyatsotaura kuti ndivo gona rinopfuura makona nehavi dzehari
nyangwe zvikari zvekundari
vanoziva Mwari kuti kare haagari arikare
kana zvanetsa wudza Mwari
i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry
nyangwe ndichiziva handina mari
i will never worry
no strings attached yeah
clash don
Written by: Blessing mzaza

