album cover
Fitter (feat. Concept)
42
Afro-Beat
Fitter (feat. Concept) was released on May 19, 2025 by NgomaZW as a part of the album For The Fans Only
album cover
Release DateMay 19, 2025
LabelNgomaZW
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM101

Music Video

Music Video

Lyrics

Newe, newe, newe, newe
(OK Ya)
Handisi munhu anofarira kuComplainer sterek
But hey, ma1
Inga takavimbisana
This love will never die
But hatisi kuClicker why
Ini newe
Hazvizi kuFitter so
Ini newe
Hazvizi kubuda so,
Ini newe
Hazvizi kuFitter so,
Ini newe
Hazvizi kubuda so
(Ininewe
Hazvizi kubuda so)
Hapana chaunoda chandinoda
Kosei zvichirwadza ndichikuda
Kunge uri kupinda ndichibuda
Kunge uri kupinda ndichibuda
Should I regret the day we met
Ndichikuwudza kuti ndinokuda
This is crazy, time is wasting
I feel empty, I can't take it
Hazvizi kuFitter so
Ini newe
Hazvizi kubuda so,
Ini newe
Hazvizi kuFitter so,
Ini newe
Hazvizi kubuda so
Zvimwe akahwinha ndiwe
But hatisi kupindirana newe
Ko sei ndichi finhwa newe?
Coz ndikufila low
Nowhere, nowhere
Nowhere
Don't know where I'm going
Rudo harubohwe
But I don't know
Ininewe
Hazvizi kuFitter so
Ini newe
Hazvizi kubuda so,
Ini newe
Hazvizi kuFitter so,
Ini newe
Hazvizi kubuda so
Inga takavimbisana rudo
Rwusina magumo
But something chava wrong right now
Hazvizi kufeela strong right now
Ndaito funga tirizhula
Ende zvikaoma tinopuller
I remember how we used to be so perfect
But angova mabiribo, biribo, biribo
Ininewe
Hazvizi kuFitter so
Ini newe
Hazvizi kubuda so,
Ini newe
Hazvizi kuFitter so,
Ini newe
Hazvizi kubuda so
Hey
(Ininewe
Hazvizi kubuda so)
Written by: Eroberer Mahundi, Prelacy Shiri
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...