album cover
Muzunde Renyu Baba
590
Christian & Gospel
Muzunde Renyu Baba was released on August 10, 1992 by The Gallo Record Company Vault as a part of the album Rumbidzai Jehova
album cover
Release DateAugust 10, 1992
LabelThe Gallo Record Company Vault
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM108

Credits

PERFORMING ARTISTS
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Songwriter

Lyrics

Muzunde renyu baba, mune basa rekuita
Vanhu havazivi imi, vanogara mune rima
Havazivi nzira tsvene, havazivi Jesu Kristu
Murumbwana wenyu chete, havazivi rudo rwenyu
Ndiri pano Tenzi nditumei, kune avo vanoshaya (vanoshaya)
Ndiri pano Tenzi nditumei, kune avo vanoshaya (vanoshaya)
Ndiri pano nditumei, kune avo vanoshaya
Mudikani Tenzi wangu, soko renyu ndingatora
Kana vanhu vandivenga, sezvo imi makavengwa
Kuti muchanditumayo, ndingafara kusandira
Ndiri pano Tenzi nditumei, kune avo vanoshaya (vanoshaya)
Ndiri pano Tenzi nditumei, kune avo vanoshaya (vanoshaya)
Ndiri pano Tenzi nditumei, kune avo vanoshaya (vanoshaya)
Ndiri pano Tenzi nditumei, kune avo vanoshaya (vanoshaya)
Taurai Tenzi soko renyu, taurai Tenzi ndirikunzwa
Kuda kwenyu ngakuitwe, sezvo munondiudzira
Ndiudzirei mazwi enyu, kuti ndipe kune vanhu
Ndiudzirei mazwi enyu, enyu basi Tenzi wangu
Ndiri pano Tenzi nditumei, kune avo vanoshaya (vanoshaya)
Ndiri pano Tenzi nditumei, kune avo vanoshaya (vanoshaya)
Kuti muchienda neni, kuti muchindisimbisa
Handizotyi padambudzo, kana basa richikonja
Ndakadzidza kuva nemi, kuti ndichigara nemi
Munamato wangu ndiwo, ndiri pano nditumei
Ndiri pano Tenzi -
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...