Listen to Makuhwa (feat. Qounfuzed) by Kae Chaps

Makuhwa (feat. Qounfuzed)

Kae Chaps

World

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Kae Chaps
Kae Chaps
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Kudakwashe Chapepa
Kudakwashe Chapepa
Composer
Mcdonald Sheldon
Mcdonald Sheldon
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Kanaboy
Kanaboy
Producer
Dj Futronic
Dj Futronic
Mixing Engineer
Sir Rodman
Sir Rodman
Mixing Engineer

Lyrics

Kana boy Mmm hmmm mmm Ndakafamba matunhu akawanda Ndichitsvaga rudo zvichindiramba Ndenge ndave pedyo nekuzviramba Wakauya ukadzikamisa hana Mhoro bhebhi, unonzani? Wakanyemwerera ndikabva ndatenda Mwari Ndikaziva kuti wakabira zvechokwadi Chandaingoda kukupa rudo rwechokwadi Fast forward, hona zvino wakundiganzira Manyepo ese avataura wakukabira Ndaedza kutsanangura hazvichabatsira Kutsanangura auchahwisisa Hona chese chandareva wakuchipikisa Ndiani arikukunyepera, imbonditipira? Ndaedza kutsanangura hazvichabatsira Kutsanangura hauchahwisisa Zvino ukandiramba ndosara ndichifunga iwe Kudzika haridzike iwe, hazvina hutano Hazvina hutano Iwe ukandibuka ndosara ndichifunga iwe Misodzi pamatama iwe, hazvina hutano Hazvina hutano Saka huyaka tingotaurirana rana Dziyedze kuumba ramangwana baby (Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya) Ndati huyaka tingotaurirana rana Dziyedze kuumba ramangwana baby (Usateedzere vemakuhwa aya, yeah, usateedzere vemakuhwa aya) Pawakatanga kutamba nana Mutsa Remember zvandakakuudza Ukawanza mashamwari uchandiramba Zvino wandipandukira chopaz Wawa nekamwe kaku loser focus Rudo rwacho rwarwe bogaz Unondinyima ndine hon'az Shaa usazoterera makuhwa aya Ukangodaro rudo varwuuraya Zvimwe zvavanokuudza uuu aya Hanzi ndirikukutambisira nguva yako Usazoterera nyaya dzana Clive Dzekuti vakandiona ndiri live Ndine chibhebhi chainditambira majive Ndobva vandirecorder imi guys Zvino ukandiramba ndosara ndichifunga iwe Kudzika haridzike iwe, hazvina hutano, hazvina hutano Iwe ukandibuka, ndosara ndichifunga iwe Misodzi pamatama iwe, hazvina hutano, hazvina hutano Saka huyaka tingotaurirana rana Tiyedze kuumba ramangwana baby (Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya) Ndati huyaka tingotaurirana rana Tiyedze kuumba ramangwana baby (Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya) (Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya) Kutaurirana, kutaurirana (Usateedzere vemakuhwa aya, usateedzere vemakuhwa aya)
Writer(s): Kudakwashe Chapepa, Mcdonald Sheldon Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramPath