album cover

Better Days Intro

642Hip-Hop/Rap2026
album cover
00:00
00:05
00:15
00:30
00:50
01:05
01:15
01:20
01:35
01:50
02:15
02:20
02:35
00:00
02:43
Past 7 Days
Better Days Intro was discovered most frequently at around 30 seconds into the song during the past week

Music Video

Music Video

Lyrics

[Intro]
Yeah, you gotta tone down and decongest
You gotta calm down and decongest
Yeah
Ah, yeah
I keep struggling to sleep
Yeah, I keep struggling to sleep (hmmm)
Zvichava zvazvichava
Vese vakandi fencer vaudzei kuti zvichavava
[Verse]
Ini handikuzive so talk to me zviri easy
I gotta make it clear don’t bother me ndiri busy
Ini ndogara ndega, ende by ndofamba manheru
Eh ndoyera nzou but honestly ndiri zizi
Hoes feel the pressure, ku face vopenda zvavo
Bros feel the pressure for trends voenda ku nhamo
Hoes get a blesser for sex hoenda hutano
Coz the bro bought a phone or a Benz, hona mufaro
Everything that I never said, it was a lie
It’s imperative that I make it clear I wasn’t high
I was listening to Mustard Seed ndiri pa down
Pardon me, I just never said it was a vibe
I was suffering from anger
I was staying moody, same time I’m lacking manners
I was banging groupies, same time I’m making bangers
Smoking 8 doobies, same time I’m facing cameras
Wangu yakashata stress
Moyo uri fragile, rakazara crate
Love inotofaya until wabata ma texts
Love inokukanya until wapwanya ma plates
Kana zvakutodaro wangu passer mwana space
Passer mwana space
On some “achanyara chete”
Hurting me is suicide pabatwa magetsi
Usaita mwana mudiki coz uda kuyamwa ma breasts
Wava kukara sex
Sha bata ma brakes
Usazviremadza
Heartbreak inokuisa mukati menyanza
Heartbreak inokuisa mu Parirenyatwa
Uri munhu mukuru wena mfetu usafire badza
Handina cash, handina zig
Asi ndini ndokuda in the flesh usina wig
Ndini ndokuda pasina ma edits
Vamwe ava varikungoda ma credits
Kuti paakatanga takapedzisa
All this damn evil sha ruvengo rwambobvepi?
How do 8 people try to set me up for rape?
It was gang gang, pakutanga tichafara wani
Now the same people tryna take me off the map
iiiii, Eish
Ngwarira ba ngwarira
Future inofira mumachira, mumachira
Ukati fambe fambe, ukamira ka tarira
Hari ikati kwate, ravira, sha ravira
(Ravira)
[Outro]
Zvichava zvazvichava
Yeah,
Zvichava zvazvichava
Vese vakandi fencer vaudzei kuti zvichavava
Zvichava zvazvichava
Yeah, uh
Zvichava zvazvichava
Vese vakandi fencer vaudzei kuti zvichavava
Written by: Mukudzei Chitsama

Shazam Footer

Select language:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

Follow Us

Loading...