音乐视频

音乐视频

制作

出演艺人
Jah Prayzah & The 3rd Generation Band
Jah Prayzah & The 3rd Generation Band
表演者
Jah Prayzah
Jah Prayzah
表演者
作曲和作词
Jah Prayzah
Jah Prayzah
词曲作者

歌词

She's my lady
She gets me going crazy
Her different style-eee
Her beautiful smile-eee
Ndakakuti kuti unonzi Jenny
Ndiwe here unopenya kunge mheni?
Zita rangu ndinonzi Mukudzeyi
Ndine mwoyo munyoro-nyoro kunge jelly
Mbiri yake yaenderera (baby)
Kanditenderedza (baby)
Musoro wangu (baby
Kanjani-njani (baby)
Kachocolate (baby)
Kayellow bone (baby)
Kanditenderedza (baby)
Musoro wangu (baby)
Kayellow bone
Kasikana aka kane nharo
Chiedza, sekubuda kwezuva
Karinge-karinge hona mufambiro
Chiedza, sekubuda kwezuva
Kasikana aka kane nharo
Chiedza sekubuda kwezuva
Karinge-karinge hona mufambiro
Chiedza sekubuda kwezuva
Kanditenderedza (baby)
Musoro wangu (baby)
Kanjani-njani (baby)
Kachocolate (baby)
Kayellow bone (baby)
Kanditenderedza (baby)
Musoro wangu (baby)
Kayellow bone
Ngaasimuke, ngaasimuke
Anoti ingirozi kuti ndimude
Ngaasimuke, ngaasimuke
Asina hana inobvira shanje ingaputike
Ngaasimuke, ngaasimuke, ngaasimuke
Anoti ingirozi kuti ndimude
Ngaasimuke, ngaasimuke
Asina hana inobvira shanje ingaputike
Jenny
Ndiwe here unopenya kunge mheni?
Zita rangu ndinonzi Mukudzeyi
Ndine mwoyo munyoro-nyoro kunge jelly
Mbiri yako yaenda kare(baby)
Kanditenderedza (baby)
Musoro wangu (baby
Kanjani-njani (baby)
Kachocolate (baby)
Kayellow bone (baby)
Kanditenderedza (baby)
Musoro wangu (baby)
Kayellow bone
Kasikana aka kane nharo
Chiedza, sekubuda kwezuva
Karinge-karinge hona mufambiro
Chiedza, sekubuda kwezuva
Kasikana aka kane nharo
Chiedza sekubuda kwezuva
Karinge-karinge hona mufambiro
Chiedza sekubuda kwezuva
Written by: Jah Prayzah
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...