音乐视频
音乐视频
制作
出演艺人
Takura
表演者
作曲和作词
Courage "C.O.G" Manyumwa
作曲
Takura Bernard Shonhai
作曲
制作和工程
Courage "C.O.G" Manyumwa
混音工程师
Courage "COG Beatz" Manyomwa
制作人
歌词
They always gonna tell you that you can not do it
But tell them, "No I can"
Look at me now, baby, I'm doing it, I did it
I'm still gonna do it, 'til I die baby
(Takura baby) ini mungandidii, mungadiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamungandiita, mungadidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero mukazama-zama-zama-zama sei (hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamunondiita, mungandiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero ndikadai, chero ndikadai (hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
(Okay okay) kuda kuzama kuita kuvhaira
Ey, hona, hona manje, me and my team tirikuswera all day, tirikuvhayirwa
Ey, out here, tichi-liver that good, good life, tongoripwa kangogarira
Hanzi, hanzi, kwanzi zvai, hee hee zvazodai, manje ini ndatojaira
Ey, I can see you mukurwadziwa, eh
Ey-ey-ey, imbozvitarisa mu-mirror, ehh (wakapenga wakadaro)
Ende usatombozvityira eh
Chero vakazama sei, usatombozvidzikisira eh
Mwana wamai, lemmie tell you one thing (one thing)
Chero ukazama zama something (something)
Hazvina kana basa, koo ungandidii?
Imi mungandidii, mungadiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamungandiita, mungadidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero mukazama-zama-zama-zama sei (hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Ini mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamunondiita, mungandiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero ndikadai, chero ndikadai (hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
(Okay okay) iwe ita kungotyaira ehh
I got you trapping, I got you dabbing, but hapana zvamungaaita
Mungandidii? Taking over, Im taking over', imbondisiya ndimboshaina ehh
Tryna stop me from doing me, ende murikundigaira ehh
I can see you, mukurwadziwa
Imbozv- imbozvitarisa mu-mirror, eh (wakapenga wakadaro)
Ende usatombozvityira
Eh, chero wakazama sei, usatombozvidzikisira, hey
Mwana wamai, lemmie tell you one thing (one thing)
Chero ukazama zama something, (something) hmm
(Praa, praa) imi mungandidii, mungadiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamungandiita, mungadidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero mukazama-zama-zama-zama sei (hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamunondiita, mungandiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Chero ndikadai, chero ndikadai (hapana zvaunombondiita)
Hapana zvamunondiita, ungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita)
Hee-eh-eh hee, mungandidii, mungandidiiko?
(Hapana, hapana, hapana, hapana, hapana, hapana, hapana)
Mungandidii, mungandidiiko?
Written by: Courage "C.O.G" Manyumwa, Takura Bernard Shonhai