音乐视频

音乐视频

歌词

Handibvi pano chero zvadini vamwene vangu
Murume wangu nehama dzose vachindida ava
Mhaka yangu ini nemi handiizive
Muchazoguma maidura nerimwe zuva imi
Handibvi pano chero zvadini vamwene vangu
Murume wangu nehama dzose vachindida ava
Mhaka yangu ini nemi handiizive
Muchazoguma maidura nerimwe zuva imi
Ndakambobvunza vatete amai Jona
Kuti, "Mai vanondidarireiko ini?"
Zvikanzi, "Iwe muroora wotoshinga
Tsunga moyo zvinowanikwa muhupenyu umu"
Ndakambobvunza vatete amai Jona
Kuti, "Mai vanondidarireiko ini?"
Zvikanzi, "Iwe muroora wotoshinga
Tsunga moyo zvinowanikwa muhupenyu umu"
Rakazosvika zuva rekunzwa chokwadi cheruvengo
"Mwana wangu zvaainditira kare hapachina
Hazvisirizvo zvaavekuita makore ano
Kuda ndiwe wavekumudziva-dziva"
Rakazosvika zuva rekunzwa chokwadi cheruvengo
"Mwana wangu zvaainditira kare hapachina
Hazvisirizvo zvaavekuita makore ano
Kuda ndiwe wavekumudziva-dziva"
Rera vana Shedi iwe, iwe
Rera vana Shedia
Rera vana Shedi iwe, iwe
Rera vana Shedia
Chengeta vana Shedi iwe, iwe
Chengeta vana Shedia
Chengeta vana Shedi iwe, iwe
Chengeta vana Shedia
Vaka imba Shedi iwe, iwe
Vaka imba Shedia
Vaka imba Shedi iwe, iwe
Vaka imba Shedia
Gara mushe Shedi muroora
Gara mushe Shedia
Gara mushe Shedi muroora
Gara mushe Shedia
Vamwene havarondwi
Vamwene havarondwi
Ende moyo wekubereka
Uye moyo wekubereka
Hachidzorwe, chitema hachidzorwee
Hachidzorwe, chitema hachidzorwee
Hachidzorwe, chitema hachidzorwee
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...