Hudební video

Hudební video

Kredity

PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Songwriter

Texty

Kana zvaoma, zvichinge zvaoma
Zvichinge zvaomesesa, paunekwidza makata
Ehh varume
Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema
Ahh varume
Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Kana zvaoma, zvichinge zvaoma
Ohh varume
Zvichinge zvaomesesa, zvakona n'anga
Ehh varume
Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema
Yahh varume
Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Paunekwidza makata, iwe pfuga uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Paunenzwa kuti zvarema, iwe pfugama uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Bhiza ramdara, bhiza ramdara
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Bhiza ramdara, bhiza ramdara iro
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato
Bhiza raMambo iri
(Ibhiza raMambo)
Paunenzwa kuti zvaremesesa, zvakona n'anga
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Paunekwidza makata, zvichinge zvarema
Bhiza ramdara
(Ibhiza raMambo)
Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...