album cover
Kenduru
album cover
Skladba Kenduru vyšla 20. října 2018 Ndandi Go Round na albu Chamakuvangu
20. října 2018
ŠtítekNdandi Go Round
BPM104
Melodičnost
Akustičnost
Valence
Tanečnost
Energie

Hudební video

Hudební video

Texty

Well well well well well
Bari bang bang bang bang
Vanhu havanga-gare murima
Vanhu havanga-gare vasina kuziva kuti
Iwewe usagare murima
Ende haunga-gare usina kuziva kuti
Hona apo pane gomba
Apo pane vano deura ropa
Chenjera kupingwa kana kudzingwa
Nekuda kwechingwa
Nhasi wavingwa nezivo
Moyo wakachenjera ndiwo unotsvaga zivo
Ndandi go round music
Telle ngriii
Just tune in
Saka ndichamira se kenduru
Rinozvipisa kuti muwane chiedza henyu
Nekudaro handidi menduru
Jehovah ndimi ka mugove wangu
All angles mad levels
Bhora girls neboys
Ndasima pamwe handikohwi zuva rikapisa
Rakahwa pamwe harigowi kubatwawo na keeper
Ndasima pamwe handikohwi ndisisipo
Rakahwa pamwe harigowi wakavira kusiko
Oh wo wu wo kana neniwo makwikwi
Vamwe vanowhina nekubirira
Vamwe vanowhina nekukumbira vamwe
Zvakanaka ndezvipi ndezvipi Baba
Zvakanaka ndezvipi ndezvipi Baba
Saka ndichamira se kenduru
Rinozvipisa kuti muwane chiedza henyu
Nekudaro handidi menduru
Jehovah ndimi ka mugove wangu
Vanhu havanga-gare murima
Vanhu havanga-gare vasina kuziva kuti
Iwewe usagare murima
Ende haunga-gare usina kuziva kuti
Hona apo pane gomba
Apo pane vano deura ropa
Chenjera kupingwa kana kudzingwa
Nekuda kwechingwa
Nhasi wavingwa nezivo
Moyo wakachenjera ndiwo unotsvaga zivo
Ndandi go round music
Telle ngriii
Just tune in
Saka ndichamira se kenduru
Rinozvipisa kuti muwane chiedza henyu
Nekudaro handidi menduru
Jehovah ndimi ka mugove wangu
All angles mad levels
Bhora girls neboys
Ndasima pamwe handikohwi zuva rikapisa
Rakahwa pamwe harigowi kubatwawo na keeper
Ndasima pamwe handikohwi ndisisipo
Rakahwa pamwe harigowi wakavira kusiko
Oh wo wu wo kana neniwo makwikwi
Vamwe vanowhina nekubirira
Vamwe vanowhina nekukumbira vamwe
Zvakanaka ndezvipi ndezvipi Baba
Zvakanaka ndezvipi ndezvipi Baba
Saka ndichamira se kenduru
Rinozvipisa kuti muwane chiedza henyu
Nekudaro handidi menduru
Jehovah ndimi ka mugove wangu
Written by: Obey Makamure
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...