Hudební video

Tinodanana (feat. Tererai Mugwadi)
Přehrát hudební video {trackName} od interpreta {artistName}

Kredity

COMPOSITION & LYRICS
Alexio Kawara
Alexio Kawara
Songwriter

Texty

Umm, yeah, ooh yeah, yeah, oh Alexio Alexio sha, Alexio sha Kugara ndisinewe ini handitomboda Zvandinongonzwa kana uripo sha Handina mashoko ekutsanangura Ndapengereka unondipfavisa Pandorasika, unondidzora Nerudo rwako, ndoona nzira Mumaziso ako ndobva ndaziva Ini newe tinodanana, ngatisafe takasiyana Iwe neni kudzamara pakuguma kwenguva Tererai sha, Teri iwe sha Ini handikurase iwe usatombotya Wakandidzidzisa, rudo rwakadzama Ukandiratidza zvandaisaziva Ndasuruvara unondifadzisa Ndokuda pedyo nyangwe ndafarisa Mumwoyo wako ndowana rudo Maziso ako anondiudza kuti Ini newe tinodanana, ngatisafe takasiyana Iwe neni kudzamara pakuguma kwenguva Ini newe tinodanana, ngatisafe takasiyana Iwe neni kudzamara pakuguma kwenguva Mukurwara nemukusuwa, ndichamira newe Muhutano nemukufara ndichange ndinewe Hakuna chingatitadzisa kuti iwe neni tigare tose Ini newe tinodanana (tinodanana) ngatisafe takasiyana (iwe neni) Iwe neni (iwe neni) kudzamara (kudzamara) pakuguma kwenguva Ini newe tinodanana, ngatisafe takasiyana (takasiyana) Iwe neni (iwe neni) kudzamara (kudzamara) pakuguma kwenguva Danana (Tererai shaa) Danana (Alexio shaa) Danana (iwe neni sha) Danana (tinodanana) Danana (Tererai shaa) Danana (Alexio shaa) Danana (iwe neni sha) Danana (tinodanana) Danana (hoo danana) Danana (tinodanana) Danana (adanana) Danana Danana (danana) Danana (danana) Danana (danana) Danana
Writer(s): Alexio Kawara Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out