Hudební video

Hudební video

Kredity

PERFORMING ARTISTS
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
Vocals
The Four Brothers
The Four Brothers
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
Composer

Texty

Kuroorwa kwangu kwakafadza vabereki vangu ini
Kuroorwa kwangu kwakafadza hama neshamwari
Pamuchato wangu kana neveutsinye vakabvisa zvipo
Kana nevaroyi vakapembera nekupururudza
Nhamo yakatozouya ndave mumba mangu ini
Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi

Ndakaenda kumadhokotera kundotariswa
Dhokotera akati hapana chakaipa kwauri
Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba
Asi mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi
Ndakananga kwagodobori kundozvitsvaga ini
Haiwa apa ndipo pandaka-surrender ini
Kana nepekutangirawo ndakapashaya ini
Ndakabva ndaziva kuti imba yangu yaparara iyi
Muhupenyu hwangu handife ndakabata mwana mumaoko
Dzoka, dzoka mudiwa dzoka
Dzoka iwe tigare
Dzoka, dzoka mudiwa dzoka
Rudo chete ndirwo rukuru

Haiwa apa ndipo pandakaarenda ini

Written by: Marshal Munhumumwe
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...