Texty

Ndiyani asvibisa matope? Ndiyani ashaya hanya? Ndiyani ashaya hanya? Ndiyani asvibisa matope aya? Tichikura taitambira mumatope (marara awunza zvirwere muberere) Hutsanana hwaivemo mumatope (marara awumba zvirwere muberere) Kutamba mvura naya naya tidye mupunga (marara awunza zvirwere muberere) Mvura naya naya tidye mupunga (marara awumba zvirwere muberere) Ndiyani asvibisa matope aya? (Marara awunza zvirwere muberere) Ndiyani ashaya hanya? (Marara awumba zvirwere muberere) (Marara awunza zvirwere muberere) Ndiyani amboarasa marara? (Marara awunza zvirwere muberere) Ani asina kunhonga marara? (Marara awumba zvirwere muberere) Marara awumba zwirere muberere (marara awunza zvirwere muberere) Ndiani asvibisa matope? (Marara awumba zvirwere muberere) Ani ashaya hanya? (Marara awunza zvirwere muberere) (Marara awumba zvirwere muberere) Kushaya pekutsika, kuazeza matope Nhasi makura, moasema matope Hutsanana hwaivemo mumatope Ndiani asvibisa matope? Ndiani ashaya hanya?
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out