Texty

Iya, iya, iya, iya, iya, iya Umm hondende Iya, iya, iya, iya, iya Dakari, let the beat play (let it) Maita baba, mandigonera Nerimwe zuva ramandipa Maita baba, panorira jongwe Mandipa mumwe mukana, mandigonera Maita baba, panorira jongwe Umm, dai ndarurama Handine simba Ndiri seri kwerima Handine muono Handine shumo Handine simba Ndiri seri kwerima Handine muono Handine shumo Iya, iya, iya, iya, iya, iya Thanking the most high iya, iya, iya, iya For giving me the li-, li-, li-, li-, life Now I know you, I, I, I, I I see your way to ours I see you start Being on the stars Denga rati Kuchidzirai rudo Dai ndarurama Handine simba Ndiri seri kwerima Handine muono Handine shumo Handine simba Ndiri seri kwerima Handine muono Handine shumo Iya, iya, iya, iya, iya, iya Thanking the most high iya, iya, iya, iya For giving me the li-, li-, li-, li-, life Now I know you, I, I, I, I Handine shumo Zvamakati pasi hamusati maisa nyanzvi Kana izwi gobvu gwenzi romutsa mufi Zvamakati pasi hamusati maisa nyanzvi Kana izwi gobvu gwenzi romutsa mufi Maita baba
Writer(s): Charmaine Shamiso Mapimbiro, Dakarai Gwitira, Mukudzeyi Mukombe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out