Kredity

PERFORMING ARTISTS
Ian Baoba
Ian Baoba
Performer
Sean Brian
Sean Brian
Piano
Ian Machipisa
Ian Machipisa
Lead Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Ian Machipisa
Ian Machipisa
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Mshimaro Rsa
Mshimaro Rsa
Producer

Texty

Intro
Uuuuuu ndofira vana wangu
Hiiiii hiiii ndofira mhuri yangu
chorus
Mwana anozvarwa kusvika pakufamba tichingoriwo pano , achachembera kubata mudonzvo ndichingoriwo pano
Nhamo ichauya igoenda ndichingoriwo pano
Mwana anozvarwa kusvika pakufamba tichingoriwo, achachembera kubata mudonzvo ndichingoriwo pano.
Nhamo ichauya igoenda ndichingoriwo pano, pano pano ndichingoriwo pano, pano pano handibve
Verse
  
Vandiona ndiri mhandara , ndiri musikana ndiri manyama.
Ndakuda usina chinhu Uri rombe ndikabvisa munyama.
Tikawaka hukama ,ipapo vakandigama
Vandifungisa kare kare, zvese zviya zvakare kare .
Takagara padombo uchindiyewedza nenyambo.
Ummm ngaisiye matambo todzokera kambo
Chorus
Mwana anozvarwa kusvika pakufamba tichingoriwo pano, achachembera kubata mudonzvo ndichingoriwo pano.nhamo ichauya igoenda ndichingoriwo pano.
Mwana anozvarwa kusvika pakufamba tichingoriwo pano, achachembera kubata mudonzvo ndichingoriwo pano.nhamo ichauya igoenda ndichingoriwo pano
Mini chorus
Ndingingoriwo pano
Verse
Wane Mari wangwara manje manje ,wakuona sendisina mwenje
Harirarame Kure nemvura gakanje ah huwo wo
Kushusha unoshusha plus une shanje ah huwo wo.
Harirarame Kure nemvura gakanje ah huwo wo
Kushusha unoshusha plus une shanje
Vakaigochera pahutsi, handina kana tsitsi .pano handibve ,ndiri nyemba isingaibve
Ndichafira Vana wangu ah hoo hoo
Bridge
Pano pano hooo
Pano pano hooo
Pano pano hoooo
Chorus
Mwana anozvarwa kusvika pakufamba tichingoriwo pano , achachembera kubata mudonzvo ndichingoriwo pano.nhamo ichauya igoenda ndichingoriwo pano
Mwana anozvarwa kusvika pakufamba ndichingoriwo pano, achachembera kubata mudonzvo ndichingoriwo,nhamo ichauya igoenda ndichingoriwo pano
Outro
Ndakuisa panguva yakaoma kunge the late chopa,uchaisvimha misodzi izere neropa.
Ndakubikira kari kezviyo, Gara Pasi uterere nziyo oh oh
Written by: Ian Machipisa
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...