Kredity
COMPOSITION & LYRICS
Tinashe TiGonzi Gonzara
Songwriter
Texty
I come a long way and I can't stop now
Vakundida zvava up vainditiza zviri down
Vai disser zviri down ndakatiza ndaku Town
I be reppin downtown ndichi pleaser uptown
Saka kubva nhasi
Handichararamire munhu
Munhu anoraramira inini
Hupenyu iclass
Yekudzidza zvinoita munhu maya handimbomira inini
Vanhu vanotaura zvakawanda (Vanotaura)
Imhi ndiri kuona zvakawanda
Handizi holy handizi saint kunge santa
Munhu wese anepake paanotadza (Boiz)
Vanhu Vanotaura zvakawanda (Vanotaura)
Imhi ndirikuona zvakawanda
I don't give up easily ndiri fighter
Munhu wese ane pake paanotadza
For a long time I was bitter
Ko sei vasingandide sekuda kwandinozvita
Ko sei vakundiramba vachiziva nyaya dza Jesu naPeter
Handizvo here Bhaibheri zvarino teacher
Isusu mhomho tisu varombo varikupfuma mapreacher
Maprosperity gospel ra business rekuita richer
Then maexpectations evanhu handichagone kuma meeter
Vanonyepera kusakuona vachida kuti uende kunovagreeter
Life yamazuva ano yayekuti unei Ini hangu ndine zita
Ndine hobho mafans kuitira pandinobuda dikita
Love chaiyo haicha exister munhu wako anogona kungo kucheeter
Homwe yako ndo inocontroller way yavachaku treater
Then kulife yangu ndini muridzi madrums nemaguiter
Mindset yekuti ndionei ini hangu ndakatoideleter
Ndiri kuita yandiri kuita ende handife ndaquiter
Unondiona naKagoro takapfeka hembe dzinofita
Saka kubva nhasi
Handichararamire munhu
Munhu anoraramira inini
Hupenyu iclass
Yekudzidza zvinoita munhu maya handimbomira inini
Vanhu vanotaura zvakawanda (Vanotaura)
Imhi ndiri kuona zvakawanda
Handizi holy handizi saint kunge santa
Munhu wese anepake paanotadza (Boiz)
Vanhu Vanotaura zvakawanda (Vanotaura)
Imhi ndirikuona zvakawanda
I don't give up easily ndiri fighter
Munhu wese ane pake paanotadza
This life itsava itsava hazvina kupfava pfava
Tese tinenge vana Vachiri mudumbu tikungokava kava
Pastreet pacho panotovava kuvava kwacho ndekwe gava kava
Chinonetsa manje ndechekuti manje vepakdhuze pako ndo vanokurava
Ukawanza unoswera wawa
Unoswera wawa
When you realise wakatadza kubudirira nekutengera vanhu hwahwa
Ipapo manje unenge watonowa watoNoah pasina ngarava
Zvimwe zvavaiti ndiri ndo zvandaisava
Masango macho munemakava
Handichalivhe life yekuti ndikadai vachati chi ko ava
Kana time yekusweroda kupindura me mahindava
Passion yangu haizi yezita kunge Panganai java
Nyika ino izere mhepo kunge nhava
Ndirimhuka inemavara nyanga zvese nemambava
Kwandabva Kure ndinaIshan Kure kwatabva
NaDirector Leo Tine magoals honai kwatava
Ndakarova smart rekwa Pluto na Fafa
Vanhu vanotaura zvakawanda (Vanotaura)
Imhi ndiri kuona zvakawanda
Handizi holy handizi saint kunge santa
Munhu wese anepake paanotadza (Boiz)
Vanhu Vanotaura zvakawanda
Imhi ndirikuona zvakawanda
I don't give up easily ndiri fighter
Munhu wese ane pake paanotadza
Vanhu Vanotaura Zvakawanda
Yey yey yeah
Yey Yey yeah
Yey Yey Yeah
Imhi ndiri kuona zvakawanda
And I can't stop now
Vakundida zvava up vainditiza zviri down
Vandisser zviri down ndakatiza ndakutown
I be repping down town
Written by: Tinashe TiGonzi Gonzara

