Musikvideo

Credits

PERFORMING ARTISTS
Fungisai
Fungisai
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Fungisai Zvakavapano Mashavave
Fungisai Zvakavapano Mashavave
Songwriter

Songtexte

Hot property Oskid Fungisai Nyatsocheka masettings, marunnings Kuchechi vanondibatirana KuChechi vanondibatirana ah-a Izvi zvine chirevo Daidzai vakuru vauye Zvine chirevo Daidzai vakuru vauye Toda vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Amai vangu vari kuchema Musoro wangu watenderera Musoro wangu watenderera Amai vangu vari kuchema Hanzi 'mwana wandinyadzisa' Kurara panze wenge mutemo? Uyo kupfeka bhandi kwave kufamba here? Handiboziva zvinondibata sei Handimboziva zvinondiita sei Zvinoti kana zvandibata Zvinozo ndiwisira pasi Izvi zvine chirevo Daidzai vakuru vauye Zvine chirevo Daidzai vakuru vauye Toda vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Izvezvi gore zvarapera Muchandiona ndichidyiwa Kuzunzwa homwe nemhandara Kukanganwa nhamo inopisa Aiwa! Baba musandisiye Mufaro chete wandinoda Ndidzivirirei, Changamire Kurasika, baba, ndekwevanhu Handimboziva zvinondiita sei Handimboziva zvinondibata sei Zvinoti kana zvandibata... Ah! Zvandibata Izvi zvine chirevo Daidzai vakuru vauye Zvine chirevo Daidzai vakuru vauye Toda vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Toda munhu waMwari, Rwendo rwarwadza Toda kufamba naye, Atiratidze ruoko rwababa Tichiti kufamba naye, Zvoda vakatendeka Dhimoni riya rabuda, zvinhu zvese zvakuendeka Ndinoda kufamba naye (O-oh) Kugara naye (O-oh) Daidzai vakuru vauye Daidzai vakuru vauye Vanofamba naJesu Vauye pano Vakuru vanofamba naJesu Vauye pano VaMagaya vauye VaMakandiwa vauye Baba Guti vauye VaNhiwatiwa vauye Toda vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Ah! ... i Vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Zvinoti kazvandibata (Kana zvandibata) Zvinozondiwisira pasi Kuchechi vanondibatirana KuChechi vanondibatirana ah-a Izvi zvine chirevo, daidzai vakuru vauye Zvine chirevo, daidzai vakuru vauye Toda vakuru vanofamba naJesu Vauye pano Vakuru vanofamba naJesu Vauye pano
Writer(s): Fungisai Mashavave Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out