Songtexte

Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika Samanyika murume wangu, makore mangani ndinewe tigere? Samanyika murume wangu, pavana vasere tiri tese ndinyarewo? Samanyika murume wangu, rudo rwekare rwuye rwakaendepi? Samanyika murume wangu, rudo rwekare rwuye rwakaendepi? Twandinokanga wave kutora wotukangazve Twandinobika woraira nekasiyanwa Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika Samanyika murume wangu, makore mangani ndinewe tigere? Samanyika murume wangu, pavana vasere tiri tese ndinyarewo? Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa Twandinokanga wave kutora wotukangazve Twandinobika woraira nekasiyanwa Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu Kwete, kwete, kwete Mai Boy Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu Kwete, kwete, kwete Mai Boy Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu Kwete, kwete, kwete Mai Boy Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu
Writer(s): Dr, Simon Chimbetu Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out