album cover
Kusekana Kwaana Kamba
18.398
African
Kusekana Kwaana Kamba wurde am 1. Januar 2020 von WFN Distribution als Teil des Albums Greatest Hits veröffentlicht
album cover
Veröffentlichungsdatum1. Januar 2020
LabelWFN Distribution
Melodizität
Akustizität
Valence
Tanzbarkeit
Energie
BPM

Musikvideo

Musikvideo

Songtexte

Variko variko vamwe vanogarira kuongorora magariro evamwe pasi pano
Variko variko vamwe vanogarira kuongorora magariro evamwe pasi pano
Ko imi enyu, awongororwa nani (imi, imi)
Ko imi enyu, awongororwa nani (ah-wee)
Ko imi enyu, awongororwa nani (imi, imi)
Ko imi enyu, awongororwa nani (imi ka imi)
Hey-hey-hey
Hmm
Uripo uripo hama unogarira kuongorora zvakashata nhasi iwe
Uripo uripo hama unogarira kuongorora zvakashata nhasi iwe
Ko iwe zvako, zvapenengurwa naniko? (Iwe, iwe, zvako)
Ko iwe zvako, zvapenengurwa naniko? (iwe)
Ko iwe zvako, zvapenengurwa naniko? (Iwe, iwe, zvako)
Ko iwe zvako, zvapenengurwa naniko? (iwe, iwe, zvako iwe)
Oh Hey-hey-hey
Hmm
Variko varipo mufunge akamirira kutongoseka hama dzakaremara
Varipo varipo mufunge vakamirira kutongoseka hama dzakaremara
Ko imi vaseki, muchasekwa naniko (imi, nhai)
Ko imi vaseki, muchasekwa naniko (ah-wee)
Ko imi vaseki, muchasekwa naniko (imi, nhai)
Ko imi vaseki, muchasekwa naniko (imi)
Oh Hey-hey-hey
Hmm
Ko iwe zvaunoseka urema hwangu ini
Ko iwe zvaunoseka urema hwangu ini
Handizirini, kudawo kwaMwari
Handizirini, kudawo kwaMwari
Kusekana kwaana kamba, kwekusekana makwati
Kusekana kwaana kamba, kwekusekana makwati
Zvawaona zitostso riri muziso mangu umu
Zvawaona zitostso riri muziso mangu umu
Watadza neiko kundifuridzawo shamwari?
Watadza neiko kundifuridzawo shamwari?
Kusekana kwaana kamba, kwekusekana makwati
Kusekana kwaana kamba, kwekusekana makwati
Zvawaona kushata hwake mukadzi wangu uyu
Zvawaona kushata hwake mukadzi wangu uyu
Zvakurwadza papi usiwe unomuchengeta
Zvakurwadza papi usiwe unomuchengeta
Zvakurwadza papi usiwe unomukosha
Zvakurwadza papi usiwe unomukosha
Dzidza kuti chaona hama hachisekanwi
Ungo chaona hama, hachisekanwi
Dzidza chaona hama, hachisekanwi
Chero ndingave ndini, ndinonzwa seiko?
Chero angava mutorwa, anonzwa seiko?
Chero angava mutorwa, anonzwa seiko?
Chero ungave ndiwe, unorwa seiko?
Chero ungave ndiwe, unorwa seiko?
Chero ungave ndini, ndinonzwa seiko?
Hweye-hweye-hweye-hweye
Hweye-hweye-hweye-hweye
Hweye-hweye-hweye-hweye
Hweye-hweye-hweye-hweye
Hweye-hweye-hweye-hweye
Ah-ey, Ah-ey, Ah,ey ka
Ah-ey, Ah-ey, Ah,ey ka
Ah-ey, Ah-ey, Ah,ey ka
Ah-ey, Ah-ey, Ah,ey ka
Ay-hee
Ay-hee
Ay-hee
Ay-hee
Hokodi, Sikoda, sukoda, hakadi, haka, choo, hokodi, regeda, sukoda, ahhh, hoka, haka, haka, haka, zigaigai
Hmmm
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...