Songtexte

Ayo Wagwizi Rodney Cleanshizzle Kunungudza Kuridza mhere kunge yembwa Inga denga rine mutsa Uchaona kana kwayedza Iripamusasa irimukurongwa Irimo mudare Kuti dai mamubvisa pajoko rehuranda Panyanga dzamushore Iripamusasa irimukurongwa Irimo mudare Kuti dai mamubvisa pajoko rehuranda Panyanga dzamushore Mhuru yaziya inoenda kuna mai vayo Ndodzungaira ndega Pese panenge pasina kujeka Mondipa mazano Ndodzungaira Vakuru wee vakuru wee Dzorai moyo Ndodzungaira Pese panenge pasina kujeka mondipa mazano Ndodzungaira Zama unoramba uchizama Ijambwa rakagara pamwana Makandiringa muchindiona Ndichitambura Chandinoumba chinoputsika Kupera kwezuva Makandiringa muchindiona Ndichitambura Chandinoumba chinoputsika Kupera kwezuva Seke Makandiramwira mumbereko here Seke Makandiramwira mumbereko Seke Makandiramwira mumbereko here Seke Makandiramwira mumbereko Mhuru yaziya inoenda kuna mai vayo Ndodzungaira ndega Pese panenge pasina kujeka Mondipa mazano Ndodzungaira Vakuru wee vakuru wee Dzorai moyo Ndodzungaira Pese panenge pasina kujeka mondipa mazano Varimuninga tateguru Varimubako Vakare kare Vakazora mafuta eshato Takakumbira kuvakuru Takaendako Takatozodzoka tanga tapota nesango Ndezvepasi chigare saka zvine chirango Tichavhara dare racho nekamusambo Varimubako Tichavamutsa mukoma nengoma Varimubako Tichavamutsa nemhere Varimubako Tichavamutsa mukoma nengoma Varimubako Tichavamutsa nemhere Mhuru yaziya inoenda kuna mai vayo Ndodzungaira ndega Pese panenge pasina kujeka Mondipa mazano Ndodzungaira Vakuru wee vakuru wee Dzorai moyo Ndodzungaira Pese panenge pasina kujeka mondipa mazano Seke Makandiramwira mumbereko here Seke Makandiramwira mumbereko Seke Makandiramwira mumbereko here Seke Makandiramwira mumbereko
Writer(s): Mukudzeyi Mukombe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out