album cover
Dai
2.755
Afro-Pop
Dai wurde am 5. Februar 2016 von Metro Studios als Teil des Albums Chamhembe Plus veröffentlicht
album cover
Veröffentlichungsdatum5. Februar 2016
LabelMetro Studios
SpracheEnglish
Melodizität
Akustizität
Valence
Tanzbarkeit
Energie
BPM190

Songtexte

Nembo Bwoy
Ndadzoka zvakare, pasi penyundo
Zungu zungu vanhu vese voshaya kuti chiiko
(Ndoivheneka, ndoivheneka)
Akanditarisa ini ndokumutarisawo(she look at me you know)
Akandiudza kuti anondidawo
Ndakanyemwerera ndikatora maoko ake ndikamutarisa mumaziso
Ndikati musikana mira ndikuudze
(Ukati chii?) Ndikati musikana mira ndikuudze
Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza
Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana
Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa
Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka

Akanyemwerera ini ndokunyemwererawo
(Wati chii?) Akanditsvoda ndikaita dzunguwo
Ndakanyemwerera ndikatarisa mudenga ndikatenda Mwari
Ndikati musikana mira ndikuudze
(Muudze one more time) ndikati musikana mira ndikuudze
Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza
Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana
Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa
Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka
Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka
Listen, musikana akanaka, musikana akakora
Runako rwako rwanditenderedza musoro
Vachandiudza, handingakuruze
Nekuti ndikakuruza moyo wangu wakarwadza wani
Rudo rwandawana pauri harungowanikwe pese
Haundidire mari, mayas
Haundidire mora, mayas
Unondida zvandiri, eheka
Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza
Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana
Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa
Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka
Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka
Musikana akabatana (oh) ndoda kukutora (oh)
Ndomuendesa (oh) kwese kwese (oh)
(Oh) nyika yese (oh-woah, oh-woah, woah) nyika yese
(Oh, oh, oh, oh, oh) German Headquarters come in (vari kutamba)
(Oh-woah, oh-woah, woah) German Headquarters, please repeat contact
Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza
Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana
Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa
Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka
Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka
Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza
Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana
Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa
Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka
Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka
Written by: RR
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...