Songtexte

Vakatanga kutaura nezvekuvakana Kuratidzana rudo pano panyika Mari ndokuuya pakati pedu Vamwe totadza kuzvibata Sokuti mari inotenga ah inotenga ah inotenga kani Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna Zviri pamuromo pemunhu wese Vanobvunzana nenyaya yemari Vanoti mari iri kupiko Kushaikwa kwemari upenyu hwaoma Sokuti mari inotenga ah inotenga ah inotenga kani Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna Zviri pamuromo pemunhu wese Vanobvunzana nenyaya yemari Vanoti mari iri kupiko Kushaikwa kwemari upenyu hwaoma Sokuti mari inotenga ah inotenga ah inotenga kani Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna Hakuna mari Hakuna mari Hakuna mari Mari hakuna
Writer(s): Louis Mhlanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out