Ähnliche Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Songwriter
Songtexte
Kana ndikafa rega kundibaira kucheneka iwe ndeha baba
Kunge ndafa usandibaira kucheneka iwe ndeha baba
Kana ndikafa rega kundibaira kucheneka iwe ndeha
Kana ndafa usandibaire kucheneka iwe ndeha baba
Hii ndoenda baba, huhere ndoenda mambo
Hoo ndoenda baba, hihere woenda mambo
Humbe kumbe, humbe kumbe inorira kana ndafa
(Rega kundibaira kucheneka)
Humbe kumbe, humbe kumbe inorirawo kana ndafa ini
(Rega kundibaira kucheneka)
Inini gara undidye (rega kundibaira kucheneka)
Inini kana ndafa (rega kundibaira kucheneka)
Inini kana ndafa (rega kundibaira kucheneka)
Inini gara undidye (rega kundibaira kucheneka)
Iwewe gara undidye (rega kundibaira kucheneka)
Iwewe gara undidye (rega kundibaira kucheneka)
(Rega kundibaira kucheneka)
Iwewe gara undidye (rega kundibaira kucheneka)
Kana ndikafa rega kundibaira kucheneka iwe ndeha
Kunge ndafa rega kundibaira kucheneka iwe ndeha
Kushinha ndokunei, iwewe mwana wamambo?
Hutsinye ndohunei, iwewe mwana wamambo?
Ruvengu ndorwunei, iwewe mwana wamambo?
Shanje ndodzinei, iwewe mwana wamambo?
Iwewe mwana wamambo (rega kundibaira kucheneka)
Iwewe mwana wamambo (rega kundibaira kucheneka)
Iwewe mwana wamambo (rega kundibaira kucheneka)
Iwewe mwana wamambo (rega kundibaira kucheneka)
Iwewe mwana wamambo
Iwewe mwana wamambo
Tevedzera mambo, kune akashinga moyo
Tevedzera mambo (tevedzera mambo)
Tevedzera mambo, kune akatungamira
Tevedzera mambo (tevedzera mambo)
Tevedzera mambo, kune akatora moyo
Tevedzera mambo (tevedzera mambo)
Iwewe tevedzera mambo, kune anokugonesa
Tevedzera mambo (tevedzera mambo)
Wedzera mwando, kune akashinga moyo
Wedzera mwando (wedzera mwando)
Wedzera mwando, kune akakugonesa
Wedzera mwando (wedzera mwando)
Wedzera mwando, kune akapfumbamira
Wedzera mwando (wedzera mwando)
Wedzera mwando, kune akashinga moyo
Wedzera mwando (wedzera mwando)
Wedzera mwando, kune anokugonesa
Wedzera mwando (wedzera mwando)
Wedzera mwando, kune anokuchengeta
Wedzera mwando
(Wedzera mwando)
(Wedzera mwando)
(Wedzera mwando)
(Wedzera mwando)
(Wedzera mwando)
(Wedzera mwando)
(Wedzera mwando)
(Wedzera mwando)
(Wedzera mwando)
(Wedzera mwando)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com