album cover
Dai
album cover
Dai wurde am 10. Mai 2024 von Vigilance Music als Teil des Albums Love Quartet - EP veröffentlicht
Released10. Mai 2024
LabelVigilance Music
SpracheEnglish
BPM
Melodizität
Akustizität
Valence
Tanzbarkeit
Energie

Musikvideo

Musikvideo

Songtexte

Jah know
Hona Oskid
Uh, ay
Hanzi nguva inopedza marwadzo
Shungu muhana ndinadzo
Kusazvireva chitadzo
Ndakumbira ropafadzo
Dai, dai, dai
Mmm
Dai, dai, dai
Nekuti rudo icamera
Rwunoumba ndangariro dzokutevera
Rudo icamera
Unosvika pakushaya wekuchemera
Rudo icamera
Rwunoumba ndangariro dzokutevera
Rudo icamera
Unogona kutoshaya wekuchemera
Dai, dai ndaikwanisa
Kumisa nguva, ndoidzora kumashure
Dai, dai ndaikwanisa
Kungomisa nguva, ndoidzora kumashure
Tidzokere paye, paye-paye
Tidzokere paye, paye-paye
Paye, paye-paye
Paye, paye-paye
Pataiwirirana
Mazuva ataimirirana
Tichitsidzirana
Phone husiku topinzirana
Weekend taiswera tese
Vari vanhu, tainyeya tese
Zvataiwana, tai-share tese
Zvodzimba, hatichina care tese
Yangova mumwe kwake, umwe kwake
Pfungwa dzichiti; "Akasanditanga, ini handitange"
Moyo uchiti; "Haiwa iri idambe, iri idambe"
Tsvaganai muwanane mufambe, mufambe
Nekuti rudo icamera
Rwunoumba ndangariro dzokutevera
Rudo icamera
Unosvika pakushaya wekuchemera
Rudo icamera
Rwunoumba ndangariro dzokutevera
Rudo icamera
Unogona kutoshaya wekuchemera
Dai, dai ndaikwanisa
Kumisa nguva, ndoidzora kumashure (ndoidzora kumashure)
Dai, dai ndaikwanisa
Kungomisa nguva, ndoidzora kumashure
Tidzokere paye, paye-paye
Tidzokere paye, paye-paye
Paye, paye-paye
Paye, paye-paye
Written by: Prince Tapfuma, Wallace Chirumiko
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...