album cover
Muchatuta
album cover
Muchatuta wurde am 3. Mai 2001 von Sheer Sound als Teil des Albums Neria (Original Soundtrack) veröffentlicht
3. Mai 2001
LabelSheer Sound
BPM139
Melodizität
Akustizität
Valence
Tanzbarkeit
Energie

Songtexte

Iwe Muchatuta
Iwe Muchatuta ka
Iwe Muchatuta wokwaKatsande, mwanakomana waZviripayi
Nhai Muchatuta wokwaKatsande, mwanakomana waZviripayi?
Pakuzoti changu ndechangu, chako ndechedu
Kuzoti wangu ndewangu, wako ndewedu, wedzinza here?
Hona waramba mwana uya waramba, waramba kugarwa nhaka
Aiwa waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka, hanzi
(Don't follow me, I have a life to live)
(Don't follow me mwaramu, I have a life to live)
(Don't follow me, I have a life to live)
(Don't follow me mwaramu, I have a life to live)
Hoo, unoda kugara nhaka, kuchiva pakapfumbira, kuita mucheka dzafa
Unoda kugara nhaka, kuchiva pakapfumbira, kuita mucheka dzafa
(Ini nemurume takashanda nesimba kuitira ramangwana)
(Ini nemurume takashanda nesimba kuitira ramangwana)
(Pfuma yomochiva, takashanda nesimba kuitira ramangwana)
(Pfuma yomochiva, takashanda nesimba kuitira ramangwana)
Waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka
(Don't follow me, I have a life to live)
(Don't follow me mwaramu, I have a life to live)
(Don't follow me, I have a life to live)
(Don't follow me mwaramu, I have a life to live)
Pakuzoti changu ndechangu, chako ndechedu
Hunzi wangu ndewangu, wako ndewedu, haa
Inga waramba mwana wangu waramba, waramba kugarwa nhaka
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...