Songtexte

Hinde hindendende Hinde hindendende Hinde hindendende Hinde ahindendende, ohoo Ndosvika sei kumusha ndisina mari yebhazi? Ndofamba seiko ini nherera ndisina mari? Vamwe votenga mota, honai vakagarika Ndiudzei kuti Mwari ndewani? Vamwe vovake dzimba shuwa vakagarika Ndiudzei kuti Mwari ndewani? Aha-ah, aha-ah iye Aha-ah, aha-ah iye Aha-ah, aha-ah iye Aha-ah, aha-ah, hwerendende Maiwe vondiuraya muno munyika yamatsotsi Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi Honai vondiuraya muno munyika yamatsotsi Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi Honai vondiuraya muno munyika yamatsotsi Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi, hwerendende Hinde hindendende Hinde hindendende Hinde hindendende Hinde ahindendende Ohoo Ndosvika sei kumusha ndisina mari yebhazi ini? Ndati ndofamba seiko ini nherera? Handina mari Honai vamwe votenga mota, maiwe vakagarika! Ndiudzei kuti Mwari ndewani? Ah, diko vamwe vovake dzimba, shuwa vakagarika Ndiudzei kuti Mwari ndewani? Aha-ah, aha-ah iye Aha-ah, aha-ah iye Aha-ah, aha-ah iye Aha-ah, aha-ah, iyerere Maiwe vondiuraya muno munyika yamatsotsi Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi Honai vondiuraya muno munyika yamatsotsi Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi Honai vondiuraya muno matsotsi Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi Honai vondiuraya muno matsotsi Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi, werendende Matsotsi, matsotsi, matsotsi, matsotsi (vakagarika) Matsotsi (vakagarika), matsotsi (vakagarika) Matsotsi (vakagarika), matsotsi (vakagarika) Matsotsi (vakagarika), matsotsi (vakagarika), matsotsi
Writer(s): Chiwoniso Chaapocho Maxine Maraire, Adam Chisvo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out