album cover
Murombo
3.186
Music
Murombo κυκλοφόρησε στις 31 Δεκεμβρίου 2019 από Vigilance Music ως μέρος του άλμπουμ Njema
album cover
ΆλμπουμNjema
Ημερομηνία κυκλοφορίας31 Δεκεμβρίου 2019
ΕτικέταVigilance Music
ΓλώσσαEnglish
Μελωδικότητα
Ακουστικότητα
Βαλάνς
Χορευτικότητα
Ενέργεια
BPM109

Στίχοι

Ndati ndiite masaramusi zvanditemesa musoro
Hurombo ibhizimusi kune vari kumusoro
Kuti nditaure zvanzi uyu ane mukonyo
Manje hokoyo!
Murombo ndiye adiiko panofara vane mari
Murombo ndiye adiiko panotamba vane mari
Dikita rake maguta kune vaya vane mari
Misodzi yake maguta kune vaya vane mari
Saka ndati ndibvunze why why why Baba? (why Baba?)
Ndinombokungura dai dai zvangu ndafa (dai ndafa)
Ndati ndibvunze why why why Baba? (why Baba?)
Ndinombokungura dai dai zvangu ndafa (dai ndafa)
Ndisunungurei ndifare (ndifare)
Pasi pano regai ndifare (regai ndifare)
Ndisunungurei ndifare (ndifare)
Pasi pano regai ndifare (regai ndifare)
Ndoramba ndichikakata kakata
Ndoenda mberi ndoenda mberi
Jusa apa hapadi hakata
Ndoenda mberi ndoenda mberi
Hapadi kutarisa shure pane makata makwidze upfuure
Panorairwa mwana wamambo muranda teerera usasare kumashure
Murombo ndiye adiiko panofara vane mari
Murombo ndiye adiiko panotamba vane mari
Dikita rake maguta kune vaya vane mari
Misodzi yake maguta kune vaya vane mari
Saka ndati ndibvunze why why why Baba? (why Baba?)
Ndinombokungura dai dai zvangu ndafa (dai ndafa)
Ndati ndibvunze why why why Baba? (why Baba?)
Ndinombokungura dai dai zvangu ndafa (dai ndafa)
Ndisunungurei ndifare (ndifare)
Pasi pano regai ndifare (regai ndifare)
Ndisunungurei ndifare (ndifare)
Pasi pano regai ndifare (regai ndifare)
Ndaneta kuva weshure ndodawo kuita wemberi
Ndaneta nekungoshandiswa nevanozviti vachenjeri
Asi munhu ihuruva ndeepano pasi mashereni
Pinduraiwo munamato wangu Ishe Tenzi Amen
Murombo ndiye adiiko panofara vane mari
Murombo ndiye adiiko panotamba vane mari
Dikita rake maguta kune vaya vane mari
Misodzi yake maguta kune vaya vane mari
Saka ndati ndibvunze why why why Baba? (why Baba?)
Ndinombokungura dai dai zvangu ndafa (dai ndafa)
Ndati ndibvunze why why why Baba? (why Baba?)
Ndinombokungura dai dai zvangu ndafa (dai ndafa)
Written by: Tawanda Sibotshiwe, Wallace Chirumiko
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...