Συντελεστές
COMPOSITION & LYRICS
Nkosilathi Sibiya
Songwriter
Στίχοι
These days unoita mad
Uchipihwa mbiri nevanhu
Dzinoto twaya
Apa uchipihwa mbiri nevanhu
These days pakuda chikoro
Chekudzidza kudealer nevanhu
These days life ma1
Kuma G's anotemba nevanhu
Coz time time
Vanokusimbisa kuti bho
After ipapo
Vanonoseka kuseri kwedoor
Ita fast kubata nyaya
Usaite slow
These days hazvidi dzungu
Saka chiguy kugara uri low
These days haasi mafunnies
Painful kuita kunge beer
Risina ma munchies
Painful nyika iri coldaz
Better kufamba
Une ka matches
Painful kumukira mornaz
Tryna impress pa IG
Pa IG pane ma babies
Fully grown babies
Vanoita anything
To get famous
Anything to get famous
Ukangotaura hanzi une jealous
All day unenge uri out
Taking pictures
Ahuna den asi
All day muchiita noise
Muchingotaura nezvema haters
Coz time time
Vanokusimbisa kuti bho
After ipapo
Vanonoseka kuseri kwe door
These days vanokuchera
But macomments turi tumoto
These days ya religion
Varikunamata ma photo
These days ndrikupusha grind
Kuita kunge team rengoro
These days ndripa grind
Dakuita cash from all my follows
These days kungoita fame
Hakuna basa
Kuita kunge magraduates
These im alone
Handina munhu aripa budget
These days unoita mad
Uchipihwa mbiri nevanhu
Dzinoto twaya
Apa uchipihwa mbiri nevanhu
These days pakuda chikoro
Chekudzidza kudealer nevanhu
These days life ma1
Kuma G's anotemba nevanhu
Coz time time
Vanokusimbisa kuti bho
After ipapo
Vanonoseka kuseri kwedoor
Ita fast kubata nyaya
Usaite slow
These days hazvidi dzungu
Saka chiguy kugara uri low
Written by: Nkosilathi Sibiya

