Letras

Nhamo yauya wakomana, nhamo yauya iwe Totobatsirana pamwechete, nhamo yauya iwe Nhamo yauya zvekare, nhamo yauya iwe Vakomanawo pandakabva kuhondo Baba namai ndakakunyeperai Ndikati nhasi rugare rwauya Nokuonawo nekuperawo kwehondo Ndisingazive zvakange zviri mberi Ndikati nhasi nhamo yapera Nhamo yauya wakomana, nhamo yauya iwe Totobatsirana pamwechete, nhamo yauya iwe Nhamo yauya zvekare, nhamo yauya iwe Baba namai ndakakunyeperai Baba namai pandakabva kuhondo Ndikati nhasi rugare rwauya Nokuonawo nekuperawo kwehondo Ndisingazive zvakange zviri mberi Ndikati nhasi nhamo yapera Nhamo yauya vakomana, nhamo yauya iwe Totobatsirana pamwechete, nhamo yauya iwe Nhamo yauya zvekare, nhamo yauya iwe Hurombo amaihwee hee, hee, hee Hurombo amaihwee hee, hee, hee Hurombo amaihwee hee, hee, hee Hurombo amaihwee hee, hee, hee Hurombo amaihwee hee, hee, hee Nhamo yauya wakomana, nhamo yauya iwe Totobatsirana pamwechete, nhamo yauya iwe Nhamo yauya zvekare, nhamo yauya iwe Hurombo amaihwee hee, hee, hee Hurombo amaihwee hee, hee, hee Hurombo amaihwee hee, hee, hee Hurombo amaihwee hee, hee, hee ndeha
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out