album cover
Murombo
album cover
Murombo fue publicado el 1 de enero de 1999 por Universal Music (Pty) Ltd. como parte del álbum The Very Best Of Leonard Dembo
1 de enero de 1999
SelloUniversal Music (Pty) Ltd.
BPM133
Melodicidad
Acústico
Valence
Bailabilidad
Energía

Vídeo musical

Vídeo musical

Letras

Kunyangwe zvake ari murombo gara naye, rudo haruna murombo

I am very shame sterek, ndigare rovha madzimai otanga kutiza so, he
Ndishayiwe mari mupocket but ndigare ndina hobho yamari so
Ndokuti love igare iripo
Shame, I am very shame too much mhani, sorry
Kunyangwe zvake ari murombo gara naye, rudo haruna murombo
Kunyangwe zvake ari murombo gara naye, rudo haruna murombo
Kunyangwe zvake ari murombo gara naye, rudo haruna murombo
Rudo harusarure mudiwa (rudo harusarure)
Rudo haruna murombo (rudo haruna murombo)

Rudo haruna rurovha (rudo haruna rurovha)
Rudo harusarudze mudiwa (rudo harusarudze)
Rudo haruna rurovha (rudo haruna rurovha)
Rudo harusarure mudiwa (rudo harusarure)
Rudo haruna rurovha (rudo haruna rurovha)
But, ndikagara na sauzendi dhora madzimai hobho
Ndikashaya penny mumba so, madzimai atanga kutiza-tiza
Very sorry
Written by: Leonard Dembo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...