Letra

Soul Jah, Soul Jah, Soul Jah Tynash naSheltan (so, so, so, so) Tauya nezvimapattern, Chemically (Soul Jah) Tonosangana mufinal maFidza, apedza tinovaridza Tovasiya BP yakwidza, isu tine mafanz... Chiba-a ndikatii Kunyange tichishorwa, paye paye patinotaurwa Nekuti pamwe pacho tinodzvurwa muduri mufunge tichitsarwa Vari kuzviita vakawinner, asi mumwe musi tichavatema nezvidhinha Kunyangwe zvikanzi musi weChina unoona pattern ndichivabinha, bvunza iye Kinnah Hatina nguva yekutura mafemo kumangoma tinotobata matemo Ehee tovapawo mutemo saka tichiimba tichishandisa tsumo Tinovadyira bhonzo nekuwonda kudai Tinonomira pamamonya ipapo Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo Chirehwa rehwa ndiana Mrehwa Ismairi wamupa mari yehwahwa Ndopaunoona kuti vanobhowa kuswera paCrawa futi every hour Hanzi chihuya baa vaona vanhu kudhoma dhoma (kudhoma dhoma) Aihwa zvipiko vanojuma juma (vanojuma juma) Muchanyara patinopfuma pfuma (patinopfuma pfuma) Kunge mombe dzichingokuma kuma (dzichingokuma kuma) huma-huma Vamwe vachiti ichi chirema zvakadaro ndichingorema Moti ndafa apa ndichifema Ndipeyi yangu mari yechema Tinovadyira bhonzo nekuwonda kudai Tinonomira pamamonya ipapo Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo NdiSauro mwana waSthembeni haasi mwana wamai Charmaine Anoda Codeine haangadhakwe neChampagne Saka musaise pain nekuti iyezvino futi arikudawo gain Atoripo pa campaign Hobho zvibhakera kunge Mayweather, Rexin yakasiyana neleather Ende Sauro handina basa neWeather nekuti zvese zvamunoda i will take it further Television, high definition Pamamonya ipapo Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo Tinovadyira bhonzo nekuwonda kudai Tinonomira pamamonya ipapo Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo Kunze kungapisa patinongopisa, hapana anomisa zvichivashamisa Voda kundiwisa ndichavadzidzisa, imimi musade kuzvisimbisa Nekuti kadyamafuta kasingakore, mangoma ndoimba ini handinyore Asi haasi nyore nyore, ita uyedze iwe unganyare Television, high definition Pamamonya ipapo Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo Tinovadyira bhonzo nekuwonda kudai Tinonomira pamamonya ipapo Chidyamafuta zviya zvisingakore, takanomira pamamonya ipapo Mahorse zvimaBoss tinonomira pamamonya ipapo Chibaba-chigunduru mwana waSthembeni pamamonya ipapo Soul Jah, Soul Jah, Soul Jah
Writer(s): Soul Musaka Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out