Letra

Solid Records Ah, ah hihihi Nhai veduwe Tele Ngiriri (oh gosh) Hupenyu chipo chinobva kuna Mwari Ivo Mwari ndivo vanoita kuda kwavo (Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai (Oh, oh) zvayita ndishawure (heya) (Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh) Ndipupure (oh, oh) he-e uwe uwe uwe (heya, heya) Handimbozvishora zvamakandiita ini Ngoma ndopora asi makandida ini Mandigonesa nekuti handigoni Ropisa zuva mandipa mumvuri (Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai (Oh, oh) zvayita ndishawure (heya) (Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh) Ndipupure (oh, oh) he-e uwe uwe uwe (hey, heya) Mafuro manyoro aya aya aya aya Ko kuzoti tomorrow? Tichakwara nekufara Mandiitira zvakanaka mandi- Zvawonekwa kweseko masikati (Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai (Oh, oh) zvayita ndishawure (heya, heya) (Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh) Ndipupure (oh, oh) he-e uwe uwe uwe (heya, heya) Handimbozvishora zvamakandiita ini Ngoma ndopora asi makandida ini Mandigonesa nekuti handigoni Ropisa zuva mandipa mumvuri (Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai (Oh, oh) zvayita ndishawure (heya, heya) (Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh) Ndipupure (oh, oh) he-e uwe, uwe, uwe (heya, heya) Mafuro manyoro aya, aya, aya, aya Ko kuzoti tomorrow? Tichakwara nekufara Mandiitira zvakanaka mandi- Zvawonekwa kweseko masikati (Oh, oh) Mwari wangu (oh) rumbidzwai (Oh, oh) zvayita ndishawure (heya, heya) (Oh, oh) hupenyu hwangu (oh, oh) Ndipupure (oh, oh) he-e uwe, uwe, uwe (heya, heya)
Writer(s): Obey Makamure Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out