Letra

(Hey Pappy) (Ndisati ndaita loss) Kudanana kwedu uku kune kamwe kakunyangirana so Gara wandibudira pachena iwe (ndisati ndaita loss) Aha, kana uchiritengesa ndiziyewo (ndisati ndaita loss) Ehee, ndiudze ndisapinde nemoyo wese (ndisati ndaita loss) Aha, unondida here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss) Ehee, zvinobuda here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss) Uri wema-streets, unondipinza busy Unongopakura beans, muma-streets Haa, pora (pora) kamudiro kako kekujola Haudi kuona munhu ano-bowler Chinangwa chako kuda kupihwa ma-dollar Unenge type inodya yega lobola Muchero wemusango unokanganisa hutano Wese angoda unoti pfuurai nepano Kana uchiritengesa ndiziyewo (ndisati ndaita loss) Ehee, ndiudze ndisapinde nemoyo wese (ndisati ndaita loss) Aha, unondida here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss) Ehee, zvinobuda here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss) Ndisati ndaita boss, ndisati ndane mari inini, dhiya ndingaita stroke Ukazondi-emptira hari, iii simba ringaenda rose Ndisati ndaisa force Ndisati ndoo makoti kuna amai, izvo ndoo matsotsi Ende wakaipa, kukanda ma-sign, kukanda ma-sign Unotobuda pano wandi-kisser, but wakutyisa, uda kumiswa Aha, kana uchiritengesa ndiziyewo (ndisati ndaita loss) Ehee, ndiudze ndisapinde nemoyo wese (ndisati ndaita loss) Aha, unondida here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss) Ehee, zvinobuda here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss) Kudanana kwedu uku kune kamwe kakunyangina so Gara wandibudira pachena iwe (ndisati ndaita loss)
Writer(s): Norman Chipfumbu Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out