album cover
Wrong Time (Too Late)
21
Music
Wrong Time (Too Late) fue lanzado el 17 de agosto de 2026 por Afrobeats Distro como parte del álbum Wrong Time (Too Late) - Single
album cover
Fecha de lanzamiento17 de agosto de 2026
Sello discográficoAfrobeats Distro
IdiomaEnglish
Melodía
Nivel de sonidos acústicos
Valence
Capacidad para bailar
Energía
BPM93

Letra

Nox - Wrong Time
Yeah, mmmmm
You took time, too long wakandisiya ndakamira
Ndichikuda loud iwe uchindishainira.
Late nights ndichikuda ndichikufonera
Waisapindura, now wava kunditevera
I was down bad ndaida future newe
Iwe waitamba game uchiti maybe rimwe zuva
Now im hot ndaaku glower ndave better
Wava kuda love but it dont matter
Too late, ndakuenda moyo wangu warwadziwa hauchada
Nguva yako wakaitambisa
Mukana hauna kushandisa
Too late, ndaakuenda moyo wangu warwadziwa hauchada
Nguva yako wakaitambisa
Mukana hauna kushandisa
Chorus
Waakundida pa wrong time, wrong time. Kana uchidida chingondisiya ndiende
Hausati wagadzirisa zveze zviri muma streets ako, and you know
That i know
Verse 2
Ndiwe wakanditi mira ndikamita along
Ndichisenda ma txt ukandisiya alone
And now you call uchiri come back home but ndakawana peace, im better alone
Handichada kutraya zvakare
Wakapunzika moyo kare now i dance in the rain girl, better alone than with a broken heart
Too late, ndaakuenda moyo wangu warwadziwa hauchada
Nguva yako wakaitambisa
Mukana hauna kushandisa
Chorus
Waakundida pa wrong time, wrong time. Kana uchidida chingondisiya ndiende
Hausati wagadzirisa zveze zviri muma streets ako, and you know
That i know
Written by: Enock Guni
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...