Paroles

Real gallis noh tek weh freind gal ah dat wi nah do Loyalty ah weh mi seh man Yo Hermish Wahm to unnuh man trioman yu (Mount Zion Music) Hear me now Siya Silent killer Siya Madhiri akadaro gara wafushira HK Mount Zion, kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa ziso (Definitely) Ndizvo, zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song Panenge pachitambira doctor (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva Ndikangozviziva takutoguma kutamba Hatikumbidzane babe, setinokumbidzana chamba Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba Ukasazvingwarira ndiko kuguma kwehukama "Wanga uchidei pawamukumbira number?" "Ndanga ndi ndi ndi ndi..." Mira kukakama, seyi uchida kudya zvausina kushanda? Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana Zvimwe zvese ungabate, laptop kana phone asi pa chimoko changu relax Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi Panenge pachitambira doctor (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva Hembe yangu ndinokupa ukapfeka Asi ukabata chimoko hushamwari tocheka, mmm Ndangoti ndikuudze mukuseka Ziso rawamutarisa naro harina kujeka, mmm Eh ndiri Gallis, asi handitore muskana wemface wangu kwete Kana kana kumutarisa Hukama hwakadaro tohuvharisa (H.KAY) Panenge pachitambira doctor (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva Mount Zion Kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa ziso Definitely Ndizvo zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song Ndikangozviziva takutoguma kutamba Hatikumbidzane babe setinokumbidzana chamba Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba Ukasazvingwarira ndiko kuguma kwehukama "Wanga uchidei pawamukumbira number?" "Ndanga ndi ndi ndi ndi Mira kukakama, seyi uchida kudya zvausina kushanda? Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana" Zvimwe zvese ungabate, laptop kana phone asi pa chimoko changu relax Pakawanda patakapinda sema-face asi pa-position pawakutambira hapasi Panenge pachitambira doctor (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva Panenge pachitambira doctor (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva Siya Siya Chiva Nekusaziva Ndinongokukiya Ngazvigume mukuchiva
Writer(s): Emegy 'freeman Hkd' Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out