Paroles

Hiya, hiya ho Hiya ho Hiya, hiya ho Hiya ho Akatuka muchembere, anebotso muzukuru Unemhaka, wazvinzwaka Umm zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo Unemhaka, wazvinzwa iwe, wazvinzwaka Aah kunongedza muchembere Tanda botso muzukuru, unemhaka, wazvinzwaka Umm zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo Unemhaka, wazvinzwa iwe, wazvinzwaka Umm wandinongedza, iwe wandishora Wandinongedza, iwe wandigumbura fani Wandinongedza, zvimwe kundishora iwe Wandinongedza, iwe nyakutumbura iwe Vachati wonai, wonai Akapfeka manyatera wonai, wonai Vachati wonai (wonai, wonai, wonai) Wonai (wonai) akasunga marengenya wonai (Wonai, wonai, wonai) Wonai (wonai) Akatuka muchembere, anebotso muzukuru Unemhaka, wazvinzwa, wazvinzwaka Zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo Unemhaka, wazvinzwa, wazvinzwaka Wakatuka muchembere, tanda botso muzukuru Unemhaka, wazvinzwaka Zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo Unemhaka, wazvinzwaka Aye, aye, aye, aye Aye, aye, aye, aye Ngoreyi, hereyi, here, ndeha Ngoreyi, hereyi, here, heyi Ngoreyi, hereyi, here, ndehande Ngoreyi, hereyi, here, yihe Nhamo yacho ikaoma kutonanga Uzumba Ndangandati ndirindawo ndawonda zvakutoda kubvuma (dzokera) Nhamo yacho mukoma ikaoma kutonanga Uzumba Ndangandati ndirindawo ndawonda zvakutoda kubvuma (dzokera) Akatuka muchembere, anebotso muzukuru Unemhaka, wazvinzwa, wazvinzwaka Zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo Unemhaka, wazvinzwa, wazvinzwaka Wakatuka muchembere, tanda botso muzukuru Unemhaka, wazvinzwaka Zvakutoda kuripa, mhou chena nemhuru yayo Unemhaka, wazvinzwaka Oyi, hereyi, oyeyi. oye, herere Mai asikana Nengeu, nengeu, ukama nengeu Wereu, wereu, wereu, wereu Hona vanogunun'una mai vangu Wereu, wereu, wereu, wereu Zamu vakarovere pamuhacha Wereu, wereu, wereu, wereu Nengeu, nengeu, ukama nengeu Hiya, hiya, hiya, hiya, herere Honde, hondewe, honde Hiya, hiya, hiya, hiya, herere Wazvinzwaka!
Writer(s): Mukudzeyi Mukombe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out