Titres les plus populaires de Oliver “Tuku” Mtukudzi
Titres similaires
Crédits
INTERPRÉTATION
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Interprète
COMPOSITION ET PAROLES
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Paroles/Composition
Paroles
Kusekana kwanakamba (unehukasva uchihukasva)
Kusekana kwanakamba ava (unehukasva uchihukasva)
Kupembedza sevanorima (chinodhakwa hauchina)
Kukwikwidza sevanorima (chinodhakwa hauchina)
Kusekana kwanakamba (unehukasva uchihukasva)
Kusekana kwanakamba ava (unehukasva uchihukasva)
Kupembedza sevanorima (chinodhakwa hauchina)
Kutsvotsvodza sevanorima (chinodhakwa hauchina)
Hmm
Hmm
Kusaziva kuti chinodhakwa mumuviri hauchina
(Zivai mwero) hona (pakuhukasva)
Kusaziva kuti chinodhakwa mumuviri hauchina iwe
(Zivai mwero) hinge (pakuhukasva)
Ona mumwe wako chinodhakwa mumuviri haachina
(Zivai mwero) hinde (pakuhukasva)
Hona mumwe wako chinodhakwa mumuviri hapachina apa
(Zivai mwero) hona (pakuhukasva)
Hona kudurura nekudurura, nekudurura chapu
(Zivai mwero pakuhukasva)
Hona kudurura nekudurura, nekudurura ukorwa
(Zivai mwero pakuhukasva)
Hona mumwe wako chinodhakwa mumuviri haachina
(Zivai mwero) hona (pakuhukasva)
Inga mumwewako chinodhakwa mumuviri haachina uyu
(Zivai mwero) hona (pakuhukasva)
Hona kudurura nekudurura, nekudurura ukorwa
(Zivai mwero pakuhukasva)
Inga kudurura nekudurura nekudurura chepfu
(Zivai mwero pakuhukasva)
Hona kudurura nekudurura, nekudurura ukorwa
(Zivai mwero pakuhukasva)
Inga kudurura nekudurura, nekudurura chapu
(Zivai mwero pakuhukasva)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com