Paroles

Mamuramba Mamuramba wangu, mamuramba Muroora kushinga kuita madanha, kumuramba Muroora kushinga kuita madanha, kumuramba Mamuramba wangu, mamuramba Mamuramba wangu, mamuramba Ko nhai atete ndiyeyu wandada, kumuramba? Ko nhai asekuru ndiyeyuka wandada, mamuramba? Muroora kushinga kuita madanha, kumuramba Muroora kushinga kuita madanha, mamuramba Hunzi anemusana murefu, aika Hunzi kwaanobva kune ngozi Hunzi ndoochii chitsvukutsvuku, kumuramba Hunzi wakawanepi katematema, mamuramba Ndomuwanepi ane ndoro chena, mamuramba? Ndomuwanepi ane ndoro chena woye wona, kumuramba? Ko nhai asekuru ndiyeyuka wandada, mamuramba? Ko nhai atete ndiyeyu wandada, kumuramba? Ndomuwanepi ane ndoro chena ko mai? Muroora kushinga kuita madanha, kumuramba Ndomuwanepi ane ndoro chena? Ndomuwanepi ane ndoro chena woye wona? Ndomuwanepi ane ndoro chena herengende hee mkoma? Ndomuwanepi ane ndoro chena woye wona? Ndomuwanepi ane ndoro chena herengende hee mkoma? Ndomuwanepi ane ndoro chena woye wona? Ndomuwanepi ane ndoro chena herengende hee mkoma? Ndomuwanepi ane ndoro chena woye wona? Ndomuwanepi ane ndoro chena?
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out