Titres les plus populaires de Oliver “Tuku” Mtukudzi
Titres similaires
Crédits
INTERPRÉTATION
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Interprète
COMPOSITION ET PAROLES
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Paroles/Composition
Paroles
Munendipasa manyemwe
Munendipasa manyemwe
Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe)
Munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe)
Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe)
Munendipasa manyemwe ini (munendipasa manyemwe)
Ndafunda ndafunda, ndafunda ndafunda ini
Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe)
Pamahumbwe ndafunda apa (munendipasa manyemwe)
Pamunepembedza vekwedu (munendipasa manyemwe)
Ishe mundirangarire (munendipasa manyemwe)
Pamunekwidziridza vakwedu (munendipasa manyemwe)
Ishe musandikanganwe (munendipasa manyemwe)
Apa ndafunfa, ndafunda
Pamahumbwe ndafunda
Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe)
Pamunedzingidza mapenzi (munendipasa manyemwe)
Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe)
Kutiraramisa zuva nezuva (munendipasa manyemwe)
Apa ndafunda, ndafunda
Ndafunda, ndafunda ini
Munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe)
Munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe)
Munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe)
Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe)
Pamunochengeta varwere (munendipasa manyemwe)
Apa munendipasa manyemwa (munendipasa manyemwe)
Pamuneraramisa varwere (munendipasa manyemwe)
Ishe, munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe)
Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe)
Munendipasa manyemwe hinde (munendipasa manyemwe)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com